Dheuteronomi 31:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Panguva iyoyo ndichavatsamwira,+ ndovasiya,+ ndovavanzira chiso changu+ kusvikira vaparadzwa. Zvadaro, kana matambudziko akawanda nenhamo zvavawira,+ vachati, ‘Matambudziko aya haasi kutiwira nekuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+ Isaya 27:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Nhungirwa dzake padzinooma,Vakadzi vachauya vodzityora,Vodzishandisa kuvesa moto. Nekuti rudzi urwu harunzwisisi.+ Ndokusaka Muiti warwo asingazorunzwiri tsitsi,Uye uya akaruumba asingazorunzwiri nyasha.+ Isaya 63:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mweya wake mutsvene.+ Iye akabva achinja akava muvengi wavo,+Uye akavarwisa.+
17 Panguva iyoyo ndichavatsamwira,+ ndovasiya,+ ndovavanzira chiso changu+ kusvikira vaparadzwa. Zvadaro, kana matambudziko akawanda nenhamo zvavawira,+ vachati, ‘Matambudziko aya haasi kutiwira nekuti Mwari wedu haasi pakati pedu here?’+
11 Nhungirwa dzake padzinooma,Vakadzi vachauya vodzityora,Vodzishandisa kuvesa moto. Nekuti rudzi urwu harunzwisisi.+ Ndokusaka Muiti warwo asingazorunzwiri tsitsi,Uye uya akaruumba asingazorunzwiri nyasha.+
10 Asi ivo vakapanduka,+ vakarwadzisa mweya wake mutsvene.+ Iye akabva achinja akava muvengi wavo,+Uye akavarwisa.+