Pisarema 79:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Tava kuzvidzwa nevavakidzani vedu;+Vaya vakatipoteredza vanotinyomba nekutiseka. Ezekieri 34:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Havazooneswi nhamo nemarudzi kana kudyiwa nezvikara zvepanyika, uye vachagara zvakanaka, pasina anovatyisa.+
28 Havazooneswi nhamo nemarudzi kana kudyiwa nezvikara zvepanyika, uye vachagara zvakanaka, pasina anovatyisa.+