Mateu 11:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 “Zvinhu zvese zvakaiswa mumaoko angu naBaba vangu,+ uye hapana anonyatsoziva Mwanakomana kunze kwaBaba;+ uyewo hapana anonyatsoziva Baba kunze kweMwanakomana nemunhu wese uyo Mwanakomana anenge achida kuratidza zvavakaita.+ Ruka 10:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 “Zvinhu zvese zvakaiswa mumaoko angu naBaba vangu, uye hapana anoziva kuti Mwanakomana ndiani kunze kwaBaba, uye hapana anoziva kuti Baba ndiani, kunze kweMwanakomana+ nemunhu wese uyo Mwanakomana anenge achida kuratidza zvavakaita.”+
27 “Zvinhu zvese zvakaiswa mumaoko angu naBaba vangu,+ uye hapana anonyatsoziva Mwanakomana kunze kwaBaba;+ uyewo hapana anonyatsoziva Baba kunze kweMwanakomana nemunhu wese uyo Mwanakomana anenge achida kuratidza zvavakaita.+
22 “Zvinhu zvese zvakaiswa mumaoko angu naBaba vangu, uye hapana anoziva kuti Mwanakomana ndiani kunze kwaBaba, uye hapana anoziva kuti Baba ndiani, kunze kweMwanakomana+ nemunhu wese uyo Mwanakomana anenge achida kuratidza zvavakaita.”+