-
Johani 1:38Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
38 Jesu akabva acheuka, uye paakaona vachimutevera akati kwavari: “Muri kutsvagei?” Ivo vakati kwaari: “Rabhi (zvinoreva kuti, “Mudzidzisi”), muri kugara kupi?”
-