RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 14:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Nditendei kuti ndiri pamwe naBaba uye Baba vari pamwe neni; kana musingatendi izvozvo, tendai nekuda kwemabasa ega.+

  • Mabasa 2:22
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 22 “Vanhu vaIsraeri, inzwai mashoko aya: Jesu wekuNazareta, aiva munhu wamakaratidzwa pachena naMwari nemabasa esimba nezvishamiso nezviratidzo zvakaitwa naMwari achimushandisa pakati penyu,+ sezvamunonyatsoziva.

  • Mabasa 10:38
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 38 Jesu wekuNazareta, akazodzwa naMwari nemweya mutsvene+ nesimba, akatenderera nenyika yacho yese achiita zvakanaka uye achiporesa vese vakanga vakadzvinyirirwa naDhiyabhorosi,+ nekuti Mwari akanga ainaye.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe