Johani 1:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi akapa vese vakamugamuchira kodzero yekuva vana vaMwari,+ nekuti vaitenda muzita rake.+ 13 Uye havana kuberekwa neropa kana kuti nekuda kwenyama kana kuti kwemunhu, asi naMwari.+ 1 Petro 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu ngaarumbidzwe, nekuti maererano netsitsi dzake huru akatibereka patsva+ kuti tive netariro mhenyu+ kuburikidza nekumuka kwaJesu Kristu kuvakafa,+ 1 Petro 1:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Nekuti hamuna kuberekwa patsva nembeu inoora,+ asi nembeu isingaori,*+ pachishandiswa shoko raMwari mupenyu, anogara nekusingaperi.+ 1 Johani 3:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Munhu wese akaberekwa naMwari haarambi achiita chivi,+ nekuti mbeu* yaMwari inoramba iri mumunhu akadaro, uye hazviiti kuti arambe achiita chivi, nekuti akaberekwa naMwari.+
12 Asi akapa vese vakamugamuchira kodzero yekuva vana vaMwari,+ nekuti vaitenda muzita rake.+ 13 Uye havana kuberekwa neropa kana kuti nekuda kwenyama kana kuti kwemunhu, asi naMwari.+
3 Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu ngaarumbidzwe, nekuti maererano netsitsi dzake huru akatibereka patsva+ kuti tive netariro mhenyu+ kuburikidza nekumuka kwaJesu Kristu kuvakafa,+
23 Nekuti hamuna kuberekwa patsva nembeu inoora,+ asi nembeu isingaori,*+ pachishandiswa shoko raMwari mupenyu, anogara nekusingaperi.+
9 Munhu wese akaberekwa naMwari haarambi achiita chivi,+ nekuti mbeu* yaMwari inoramba iri mumunhu akadaro, uye hazviiti kuti arambe achiita chivi, nekuti akaberekwa naMwari.+