RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 28:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Saka endai munoita kuti vanhu vemarudzi ese vave vadzidzi,+ muchivabhabhatidza+ muzita raBaba nereMwanakomana neremweya mutsvene,

  • Mabasa 8:36
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 36 Pavaifamba mumugwagwa kudaro, vakasvika paiva nemvura zhinji, mukuru mukuru wacho akati: “Onai pano pane mvura! Chii chinganditadzisa kubhabhatidzwa?”

  • Mabasa 10:47
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 47 “Pane munhu angarambidza kuti ava vagamuchira mweya mutsvene sezvatakangoitawo isu vasabhabhatidzwa mumvura here?”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe