Johani 6:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 nekuti ndakabva kudenga+ kuzoita kuda kwaiye akandituma, kwete kuda kwangu.+ Johani 8:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Iye akabva ati kwavari: “Imi muri vepasi; ini ndiri wekumusoro.+ Imi muri vepanyika pano; ini handisi wepanyika pano. Johani 8:42 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Jesu akati kwavari: “Dai Mwari ari Baba venyu, maindida,+ nekuti ndakabva kuna Mwari uye ndiri pano. Handina kuzvisarudzira ndega kuuya, asi ndiye akandituma.+
23 Iye akabva ati kwavari: “Imi muri vepasi; ini ndiri wekumusoro.+ Imi muri vepanyika pano; ini handisi wepanyika pano.
42 Jesu akati kwavari: “Dai Mwari ari Baba venyu, maindida,+ nekuti ndakabva kuna Mwari uye ndiri pano. Handina kuzvisarudzira ndega kuuya, asi ndiye akandituma.+