-
Numeri 21:8, 9Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
8 Jehovha akabva ati kuna Mozisi: “Gadzira mufananidzo wenyoka ine uturu uiise pabango. Kana munhu akarumwa, achafanira kuitarisa kuti arambe ari mupenyu.” 9 Mozisi akabva agadzira nyoka yemhangura,+ akaiisa pabango,+ zvekuti pese pairumwa munhu, akatarisa nyoka yacho yemhangura, airamba ari mupenyu.+
-