RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Johani 1:9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 9 Chiedza chechokwadi, icho chinovhenekera vanhu vemarudzi ese, chakanga chava kuda kuuya munyika.+

  • Johani 8:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 12 Jesu akabva ataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza chenyika.+ Wese anonditevera haazombofambi murima, asi achava nechiedza+ cheupenyu.”

  • Johani 9:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Kana ndichiri munyika, ndiri chiedza chenyika.”+

  • Johani 12:46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 46 Ndakauya sechiedza munyika,+ kuti munhu wese anotenda mandiri arege kuramba ari murima.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe