Johani 12:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Pamunenge muchiine chiedza, ivai nekutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi ndokubva aenda, akanovahwanda. Johani 12:46 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 46 Ndakauya sechiedza munyika,+ kuti munhu wese anotenda mandiri arege kuramba ari murima.+ 1 Johani 1:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+
36 Pamunenge muchiine chiedza, ivai nekutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi ndokubva aenda, akanovahwanda.
7 Zvisinei, sezvo iye ari muchiedza, kana tichifamba muchiedza tiri kuwadzana pamwe chete, uye ropa raJesu Mwanakomana wake rinotichenesa pazvivi zvese.+