Mateu 14:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Herodhi* akanga abata Johani, akamusunga, akamuisa mujeri nemhosva yaHerodhiyasi, mudzimai wemukoma wake Firipi.+ Ruka 3:19, 20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Asi Herodhi mutongi weruwa, paakatsiurwa naJohani nezvaHerodhiyasi mudzimai wemukoma wake uye nezvemabasa ese akaipa akanga aitwa naHerodhi, 20 akatowedzera kuita zvakaipa nekuvharira Johani mujeri.+
3 Herodhi* akanga abata Johani, akamusunga, akamuisa mujeri nemhosva yaHerodhiyasi, mudzimai wemukoma wake Firipi.+
19 Asi Herodhi mutongi weruwa, paakatsiurwa naJohani nezvaHerodhiyasi mudzimai wemukoma wake uye nezvemabasa ese akaipa akanga aitwa naHerodhi, 20 akatowedzera kuita zvakaipa nekuvharira Johani mujeri.+