2 VaKorinde 11:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Nekuti ndine godo pamusoro penyu, godo rakafanana neraMwari, nekuti ini ndakakuvimbisai kuti muroorwe nemurume mumwe chete kuti ndikuunzei kuna Kristu semhandara yakachena.+ VaEfeso 5:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Varume, rambai muchida madzimai enyu,+ sekuda kwakaita Kristu ungano, akazvipira kuifira,+ Zvakazarurwa 21:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Imwe yengirozi nomwe dzaiva nendiro nomwe dzakanga dzizere nematambudziko manomwe ekupedzisira+ yakauya ikati kwandiri: “Uya ndikuratidze mwenga, mudzimai weGwayana.”+
2 Nekuti ndine godo pamusoro penyu, godo rakafanana neraMwari, nekuti ini ndakakuvimbisai kuti muroorwe nemurume mumwe chete kuti ndikuunzei kuna Kristu semhandara yakachena.+
9 Imwe yengirozi nomwe dzaiva nendiro nomwe dzakanga dzizere nematambudziko manomwe ekupedzisira+ yakauya ikati kwandiri: “Uya ndikuratidze mwenga, mudzimai weGwayana.”+