-
Johani 15:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Handichakutiizve varanda, nekuti muranda haazivi zvinoitwa natenzi wake. Asi ndava kukutii shamwari, nekuti ndakakuzivisai zvinhu zvese zvandakanzwa kuna Baba vangu.
-