Ruka 24:27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 27 Uye achitangira pane zvakanyorwa naMozisi neVaprofita vese,+ akavadudzira zvinhu zvainge zvakataurwa nezvake muMagwaro ese. Mabasa 10:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Vaprofita vese vanomupupurira+ kuti munhu wese anotenda maari anoregererwa zvivi muzita rake.”+
27 Uye achitangira pane zvakanyorwa naMozisi neVaprofita vese,+ akavadudzira zvinhu zvainge zvakataurwa nezvake muMagwaro ese.