Johani 7:14, 15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Mutambo pawakanga wava pakati, Jesu akapinda mutemberi, akatanga kudzidzisa. 15 Uye vaJudha vaishamiswa, vachiti: “Munhu uyu anoziva sei Magwaro,*+ iye asina kudzidza?”*+
14 Mutambo pawakanga wava pakati, Jesu akapinda mutemberi, akatanga kudzidzisa. 15 Uye vaJudha vaishamiswa, vachiti: “Munhu uyu anoziva sei Magwaro,*+ iye asina kudzidza?”*+