2 Samueri 23:1, 2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Aya ndiwo mashoko ekupedzisira aDhavhidhi:+ “Shoko raDhavhidhi mwanakomana waJese,+Shoko remurume akakwidziridzwa chaizvo,+Muzodziwa waMwari waJakobho,+Muimbi* anofadza wenziyo+ dzaIsraeri. 2 Mweya waJehovha wakataura nekwandiri;+Shoko rake raiva parurimi rwangu.+
23 Aya ndiwo mashoko ekupedzisira aDhavhidhi:+ “Shoko raDhavhidhi mwanakomana waJese,+Shoko remurume akakwidziridzwa chaizvo,+Muzodziwa waMwari waJakobho,+Muimbi* anofadza wenziyo+ dzaIsraeri. 2 Mweya waJehovha wakataura nekwandiri;+Shoko rake raiva parurimi rwangu.+