Mabasa 6:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Mumazuva iwayo, vadzidzi pavakanga vachiwedzera, vaJudha vaitaura chiGiriki vakatanga kunyunyuta pamusoro pevaJudha vaitaura chiHebheru, nekuti chirikadzi dzavo dzakanga dzichidarikwa paigoverwa vanhu zvekudya zuva nezuva.+
6 Mumazuva iwayo, vadzidzi pavakanga vachiwedzera, vaJudha vaitaura chiGiriki vakatanga kunyunyuta pamusoro pevaJudha vaitaura chiHebheru, nekuti chirikadzi dzavo dzakanga dzichidarikwa paigoverwa vanhu zvekudya zuva nezuva.+