-
Mako 14:70Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
70 Iye akarambazve. Uye pashure pekanguva, vamwe vakanga vakamira pedyo vakatangawo kuti kuna Petro: “Chokwadi uri mumwe wavo iwe, nekuti uri muGarireya iwewe.”
-
-
Mabasa 1:11Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
11 vakati: “Varume vekuGarireya, makamirirei makatarisa mudenga? Uyu Jesu akwidzwa kudenga achibva kwamuri achauya saizvozvo sekumuona kwamaita achienda kudenga.”
-