17 Baba vanondida+ nekuti ndinopa upenyu hwangu,+ kuti ndihugamuchirezve. 18 Hapana munhu anohutora kwandiri, asi ndinozvisarudzira ndega kuhupa. Ndine mvumo yekuhupa, uye ndine mvumo yekuhugamuchirazve.+ Murayiro uyu ndakauwana kubva kuna Baba vangu.”