Dheuteronomi 32:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndivo vakaita zvakaipa.+ Havasi vana vake, imhosva yavo.+ Ivo chizvarwa chisina kururama uye chakamonyana!+ Pisarema 78:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Havazoiti semadzitateguru avo,Chizvarwa chakanga chakaoma musoro uye chaipanduka,+Chizvarwa chakanga chiine mwoyo usina kudzikama+Uye chakanga chisina kutendeka kuna Mwari.
5 Ndivo vakaita zvakaipa.+ Havasi vana vake, imhosva yavo.+ Ivo chizvarwa chisina kururama uye chakamonyana!+
8 Havazoiti semadzitateguru avo,Chizvarwa chakanga chakaoma musoro uye chaipanduka,+Chizvarwa chakanga chiine mwoyo usina kudzikama+Uye chakanga chisina kutendeka kuna Mwari.