RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mabasa 8:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Asi pavakatenda zvaitaurwa naFiripi, uyo aizivisa mashoko akanaka pamusoro peUmambo hwaMwari+ uye pamusoro pezita raJesu Kristu, vese varume nevakadzi vakabhabhatidzwa.+

  • Mabasa 18:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Asi Krispo,+ mukuru aitungamirira sinagogi, akatenda munaShe, pamwe neimba yake yese. Uye vaKorinde vakawanda vakanzwa vakatanga kutenda, vakabhabhatidzwa.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe