Mabasa 4:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Asi vakawanda vakanga vateerera mashoko acho vakatenda, uye varume vacho vakasvika 5 000.+ Mabasa 5:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Uyezve varume nevakadzi vakawanda vaitenda munaShe, vakaramba vachiwedzerwa.+