RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 27:20, 21
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 20 Asi vatungamiriri vevapristi nevakuru vakanyengetedza vanhu kuti vakumbire Bharabhasi,+ voita kuti Jesu aurayiwe.+ 21 Gavhuna akabva ati kwavari: “Pavaviri ava ndeupi wamunoda kuti ndikusunungurirei?” Ivo vakati: “Bharabhasi.”

  • Ruka 23:14
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 14 akati kwavari: “Mauya nemurume uyu kwandiri muchiti anoita kuti vanhu vapandukire hurumende. Asi onai! ini ndamuongorora pamberi penyu ndikashaya kuti zvamuri kupomera murume uyu zviri kubva papi.+

  • Ruka 23:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Asi vanhu vese vakashevedzera, vachiti: “Urayai murume uyu,* uye tisunungurirei Bharabhasi!”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe