RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 18:33
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 33 Watadzawo kunzwira tsitsi mumwe muranda sewe sekukunzwira tsitsi kwandakaita here?’+

  • Johani 15:12
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 12 Uyu ndiwo murayiro wangu, kuti mudanane sekuda kwandakakuitai.+

  • VaRoma 13:8
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 8 Musava nechikwereti nemunhu, kunze kwekudanana;+ nekuti wese anoda mumwe wake azadzisa mutemo.+

  • 1 Johani 3:16
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 16 Takasvika pakuziva rudo, nekuti iye akapa upenyu hwake* nekuda kwedu,+ uye isu tinotofanirawo kupa upenyu hwedu* nekuda kwehama dzedu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe