Mateu 1:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Achabereka mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Jesu,*+ nekuti achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.”+ Johani 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Nekuti Mwari haana kutuma Mwanakomana wake munyika kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.+ Johani 12:47 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 47 Asi kana munhu akanzwa mashoko angu orega kuachengeta, handimutongi; nekuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuzoponesa nyika.+ Mabasa 5:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+
21 Achabereka mwanakomana, uye unofanira kumutumidza kuti Jesu,*+ nekuti achaponesa vanhu vake pazvivi zvavo.”+
17 Nekuti Mwari haana kutuma Mwanakomana wake munyika kuti atonge nyika, asi kuti nyika iponeswe naye.+
47 Asi kana munhu akanzwa mashoko angu orega kuachengeta, handimutongi; nekuti handina kuuya kuzotonga nyika, asi kuzoponesa nyika.+
31 Mwari akamukwidziridza kuruoko rwake rwerudyi+ seMumiririri Mukuru+ neMuponesi,+ kuti Israeri apfidze zvivi zvake okanganwirwa.+