VaHebheru 4:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Saka ngatiswederei kuchigaro cheumambo chenyasha tiine rusununguko rwekutaura,+ kuti tinzwirwe ngoni uye tiitirwe nyasha kuti dzitibatsire panguva yakakodzera. 1 Johani 2:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Saka imi vana vangu, rambai muri pamwe naye, kuti paanoratidzwa pachena tive nerusununguko rwekutaura+ uye kuti tirege kuzomutiza nekunyara pakuvapo kwake.
16 Saka ngatiswederei kuchigaro cheumambo chenyasha tiine rusununguko rwekutaura,+ kuti tinzwirwe ngoni uye tiitirwe nyasha kuti dzitibatsire panguva yakakodzera.
28 Saka imi vana vangu, rambai muri pamwe naye, kuti paanoratidzwa pachena tive nerusununguko rwekutaura+ uye kuti tirege kuzomutiza nekunyara pakuvapo kwake.