Johani 1:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi. 1 VaKorinde 12:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Saka ndinoda kuti muzive kuti hapana munhu angatauriswe nemweya waMwari kuti: “Jesu akatukwa!” uye hapana munhu angati: “Jesu ndiShe!” kana asingatauriswi nemweya mutsvene.+ Zvakazarurwa 19:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Ndakabva ndapfugama pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate. Asi yakandiudza kuti: “Aiwa! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda sezvauri iwe nehama dzako dzine basa rekupupura nezvaJesu.+ Namata Mwari!+ Nekuti chinangwa cheuprofita ndechekupupura nezvaJesu.”+
14 Saka Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sekuya kwemwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga akazara nenyasha dzaMwari nechokwadi.
3 Saka ndinoda kuti muzive kuti hapana munhu angatauriswe nemweya waMwari kuti: “Jesu akatukwa!” uye hapana munhu angati: “Jesu ndiShe!” kana asingatauriswi nemweya mutsvene.+
10 Ndakabva ndapfugama pasi pamberi petsoka dzayo kuti ndiinamate. Asi yakandiudza kuti: “Aiwa! Usadaro!+ Ndinongovawo muranda sezvauri iwe nehama dzako dzine basa rekupupura nezvaJesu.+ Namata Mwari!+ Nekuti chinangwa cheuprofita ndechekupupura nezvaJesu.”+