RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Kubva kuna Adhamu kusvika kuna Noa (1-32)

        • Adhamu akabereka vanakomana nevanasikana (4)

        • Inoki akafamba naMwari (21-24)

Genesisi 5:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:26; Jak 3:9

Genesisi 5:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Adhamu; Vanhu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 1:27; Mk 10:6
  • +Ge 2:23; Isa 45:12; Mt 19:4

Genesisi 5:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:25

Genesisi 5:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kukurukurirana, pp. 147-148, 211

Genesisi 5:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:17; 3:19; VaR 6:23; 1VaK 15:22

Genesisi 5:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 4:26; Ru 3:23, 38

Genesisi 5:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 3:23, 37

Genesisi 5:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 3:23, 37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/1/2002, pp. 5-6

Genesisi 5:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jud 14

Genesisi 5:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 3:23, 37

Genesisi 5:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2017, pp. 10-11

    Nharireyomurindi,

    9/1/2005, pp. 15-17

    5/1/2003, p. 29

Genesisi 5:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2017, p. 10

Genesisi 5:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 6:9; Dhe 8:6; 13:4; 3Jo 4; Jud 14, 15
  • +Joh 3:13; VaH 11:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2017, pp. 12-13

    Nharireyomurindi,

    10/1/2006, p. 19

    9/1/2005, p. 15

    1/1/2004, p. 29

    9/15/2001, p. 31

    6/1/1998, p. 9

    1/15/1997, pp. 30-31

Genesisi 5:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 3:23, 36

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 1 2017, p. 11

Genesisi 5:29

Mashoko Emuzasi

  • *

    Zvingava zvichireva kuti “Zororo; Nyaradzo.”

  • *

    Kana kuti “achatinyaradza.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 7:1; Eze 14:14; Mt 24:37; VaH 11:7; 1Pe 3:20; 2Pe 2:5
  • +Ge 3:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    6/2017, p. 8

    Nharireyomurindi,

    4/1/2013, p. 14

    2/1/2009, p. 13

    11/15/2001, p. 29

    11/1/1996, p. 8

    Tevedzera, p. 22

Genesisi 5:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:21; 11:10; Ru 3:23, 36
  • +Ge 6:10; 10:6
  • +Ge 10:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2012, p. 23

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 5:1Ge 1:26; Jak 3:9
Gen. 5:2Ge 1:27; Mk 10:6
Gen. 5:2Ge 2:23; Isa 45:12; Mt 19:4
Gen. 5:3Ge 4:25
Gen. 5:5Ge 2:17; 3:19; VaR 6:23; 1VaK 15:22
Gen. 5:6Ge 4:26; Ru 3:23, 38
Gen. 5:12Ru 3:23, 37
Gen. 5:15Ru 3:23, 37
Gen. 5:18Jud 14
Gen. 5:21Ru 3:23, 37
Gen. 5:24Ge 6:9; Dhe 8:6; 13:4; 3Jo 4; Jud 14, 15
Gen. 5:24Joh 3:13; VaH 11:5
Gen. 5:25Ru 3:23, 36
Gen. 5:29Ge 7:1; Eze 14:14; Mt 24:37; VaH 11:7; 1Pe 3:20; 2Pe 2:5
Gen. 5:29Ge 3:17
Gen. 5:32Ge 10:21; 11:10; Ru 3:23, 36
Gen. 5:32Ge 6:10; 10:6
Gen. 5:32Ge 10:2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 5:1-32

Genesisi

5 Iyi ndiyo nhoroondo yaAdhamu yakanyorwa. Pazuva rakasikwa Adhamu naMwari, akamusika akafanana naMwari.+ 2 Akavasika munhurume nemunhukadzi.+ Pazuva ravakasikwa,+ akavakomborera, akavatumidza kuti Munhu.*

3 Adhamu paakanga ava nemakore 130, akabereka mwanakomana akafanana naye, akamutumidza kuti Seti.+ 4 Pashure pekubereka Seti, Adhamu akazorarama makore 800. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 5 Saka pamwe chete, mazuva aAdhamu aakararama akasvika makore 930, achibva afa.+

6 Seti akararama makore 105, achibva abereka Inoshi.+ 7 Abereka Inoshi, Seti akararama makore 807. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 8 Saka pamwe chete, mazuva aSeti akasvika makore 912, achibva afa.

9 Inoshi akararama makore 90, achibva abereka Kinani. 10 Abereka Kinani, Inoshi akararama makore 815. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 11 Saka pamwe chete, mazuva aInoshi akasvika makore 905, achibva afa.

12 Kinani akararama makore 70, achibva abereka Maharareri.+ 13 Abereka Maharareri, Kinani akararama makore 840. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 14 Saka pamwe chete, mazuva aKinani akasvika makore 910, achibva afa.

15 Maharareri akararama makore 65, achibva abereka Jaredhi.+ 16 Abereka Jaredhi, Maharareri akararama makore 830. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 17 Saka pamwe chete, mazuva aMaharareri akasvika makore 895, achibva afa.

18 Jaredhi akararama makore 162, achibva abereka Inoki.+ 19 Abereka Inoki, Jaredhi akararama makore 800. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 20 Saka pamwe chete, mazuva aJaredhi akasvika makore 962, achibva afa.

21 Inoki akararama makore 65, achibva abereka Metusera.+ 22 Abereka Metusera, Inoki akaramba achifamba naMwari wechokwadi kwemakore 300. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 23 Saka pamwe chete, mazuva aInoki akasvika makore 365. 24 Inoki akaramba achifamba naMwari+ wechokwadi. Uye haana kuzoonekwa, nekuti Mwari akamutora.+

25 Metusera akararama makore 187, achibva abereka Rameki.+ 26 Abereka Rameki, Metusera akararama makore 782. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 27 Saka pamwe chete, mazuva aMetusera akasvika makore 969, achibva afa.

28 Rameki akararama makore 182, achibva abereka mwanakomana. 29 Akamutumidza kuti Noa,*+ achiti: “Uyu achatizorodza* pabasa redu nepakushanda zvakaoma kwatiri kuita nemaoko edu nemhaka yekuti ivhu rakatukwa+ naJehovha.” 30 Abereka Noa, Rameki akararama makore 595. Uye akabereka vanakomana nevanasikana. 31 Saka pamwe chete, mazuva aRameki akasvika makore 777, achibva afa.

32 Paakanga ava nemakore 500, Noa akabereka Shemu,+ Hamu,+ naJafeti.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe