RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 42
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kurumbidza Mwari seMuponesi Mukuru

        • Nyota yekuda kuva naMwari senondo ine nyota yemvura (1, 2)

        • “Nei ndisina kugadzikana mukati mangu” (5, 11)

        • “Mirira Mwari” (5, 11)

Pisarema 42:mashoko ekusuma

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 20:19

Pisarema 42:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu unokusuwai.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 9

    1/15/1995, p. 19

Pisarema 42:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Mweya wangu une.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:1
  • +Pis 27:4; 84:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 9

    1/15/1995, p. 19

Pisarema 42:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:2; 42:10; 79:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/2006, p. 9

Pisarema 42:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 16:14, 16; 2Mak 30:23, 24

Pisarema 42:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu wapererwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 55:4; Mk 14:34
  • +Pis 37:7; Mari 3:24; Mik 7:7
  • +Pis 43:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/1995, p. 19

Pisarema 42:6

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu wapererwa.”

  • *

    Kana kuti “pagomo diki.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:1; Joh 12:27
  • +Jon 2:7

Pisarema 42:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 88:7

Pisarema 42:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:1

Pisarema 42:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 13:1
  • +Pis 38:6; 43:2

Pisarema 42:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “sekunge vari kupwanya mapfupa angu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:2; 42:3; 79:10

Pisarema 42:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wangu wapererwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:7
  • +Pis 42:5; 43:5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 42:mashoko ekusuma2Mak 20:19
Pis. 42:2Pis 63:1
Pis. 42:2Pis 27:4; 84:2
Pis. 42:3Pis 3:2; 42:10; 79:10
Pis. 42:4Dhe 16:14, 16; 2Mak 30:23, 24
Pis. 42:5Pis 55:4; Mk 14:34
Pis. 42:5Pis 37:7; Mari 3:24; Mik 7:7
Pis. 42:5Pis 43:5
Pis. 42:6Pis 22:1; Joh 12:27
Pis. 42:6Jon 2:7
Pis. 42:7Pis 88:7
Pis. 42:8Pis 27:1
Pis. 42:9Pis 13:1
Pis. 42:9Pis 38:6; 43:2
Pis. 42:10Pis 3:2; 42:3; 79:10
Pis. 42:11Pis 37:7
Pis. 42:11Pis 42:5; 43:5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 42:1-11

Mapisarema

BHUKU RECHIPIRI

(Mapisarema 42-72)

Kumutungamiriri. Maskiri.* Rwiyo rwevanakomana vaKora.+

42 Senondo inosuwa hova dzemvura,

Ndinokusuwai,* haiwa Mwari.

 2 Ndine* nyota yekuva naMwari, yekuva naMwari mupenyu.+

Ndingauya riini kuzozviratidza pamberi paMwari?+

 3 Misodzi yangu yava zvekudya zvangu siku nesikati;

Vanhu vanoswera vachindinyomba vachiti: “Mwari wako ari kupi?”+

 4 Izvi ndizvo zvandinoyeuka, uye ndinodurura mweya* wangu,

Nekuti ndaimbofamba nevanhu vakawanda;

Ndaimbofamba zvishoma nezvishoma ndiri pamberi pavo tichienda kuimba yaMwari,

Tichifara uye tichionga,

Ruzhinji rwevanhu ruchipemberera mutambo.+

 5 Nei ndapererwa* netariro?+

Nei ndisina kugadzikana mukati mangu?

Mirira Mwari,+

Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru.+

 6 Mwari wangu, ndapererwa* netariro.+

Ndokusaka ndichikuyeukai,+

Ndiri munyika yeJodhani nepanzvimbo dzakakwirira dzeHemoni,

Ndiri paGomo reMiza.*

 7 Mvura yakadzika inoshevedza mvura yakadzika

Painonzwa kutinhira kwemapopoma emvura yenyu.

Masaisai enyu ese ane simba andinyudza.+

 8 Masikati Jehovha achandipa rudo rwake rusingachinji,

Uye manheru rwiyo rwake ruchava neni, munyengetero kuna Mwari weupenyu hwangu.+

 9 Ndichati kuna Mwari, kuibwe rangu:

“Mandikanganwireiko?+

Nei ndichifanira kufamba ndakasuruvara nemhaka yekudzvinyirirwa nemuvengi wangu?”+

10 Vavengi vangu vanondinyomba zvekuda kundiuraya;*

Vanoswera vachindinyomba vachiti: “Mwari wako ari kupi?”+

11 Nei ndapererwa* netariro?

Nei ndisina kugadzikana mukati mangu?

Mirira Mwari,+

Nekuti ndichamurumbidzazve seMuponesi wangu mukuru uye Mwari wangu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe