RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Kwakabva marudzi ese (1-32)

        • Vanhu vakabva kuna Jafeti (2-5)

        • Vanhu vakabva kuna Hamu (6-20)

          • Nimrodhi anopikisa Jehovha (8-12)

        • Vanhu vakabva kuna Shemu (21-31)

Genesisi 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 3:23, 36
  • +Ge 9:18, 19

Genesisi 10:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 38:6
  • +Eze 38:2
  • +Isa 66:19; Eze 27:13
  • +Pis 120:5; Eze 32:26
  • +1Mak 1:5-7

Genesisi 10:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 51:27
  • +Eze 27:14; 38:6

Genesisi 10:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 27:7
  • +Jon 1:3
  • +Isa 23:1

Genesisi 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 50:11
  • +Jer 46:9; Na 3:9
  • +Nu 34:2; 1Mak 1:8-10

Genesisi 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 72:10
  • +Eze 27:22

Genesisi 10:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupukunyuka, pp. 15-16

Genesisi 10:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Maguta ekutanga eumambo hwake aiva Bhabheri, Ereki, Akadhi, neKarine.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:9
  • +Ezr 4:9
  • +Dha 1:2

Genesisi 10:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mik 5:6
  • +Jon 3:3; Mt 12:41

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1993, pp. 5-7

Genesisi 10:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Aya ndiwo anobatanidzwa kuva guta guru.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    6/1/1993, p. 5

Genesisi 10:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 46:9
  • +1Mak 1:11, 12

Genesisi 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 29:14
  • +Jos 13:2, 3; Jer 47:4
  • +Dhe 2:23

Genesisi 10:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 13:6; Mk 7:24
  • +Ge 25:10; 27:46; 1Mak 1:13-16

Genesisi 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 1:21
  • +Ge 15:16; Dhe 3:8

Genesisi 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:3

Genesisi 10:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 27:11
  • +1Mad 8:65

Genesisi 10:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 20:1
  • +Jos 15:20, 47; Mab 8:26
  • +Ge 13:10; 19:24; Jud 7
  • +Dhe 29:23

Genesisi 10:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “uye mukoma waJafeti.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:17

Genesisi 10:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 4:9; Mab 2:8, 9
  • +Eze 27:23
  • +Ge 11:10
  • +1Mak 1:17

Genesisi 10:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:12; Ru 3:23, 35

Genesisi 10:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Kuparadzaniswa.”

  • *

    Kana kuti “vagari vepanyika vakaparadzaniswa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:16
  • +1Mak 1:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/1/2004, p. 31

    8/15/1989, p. 19

Genesisi 10:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 1:20-23

Genesisi 10:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:28; 10:11

Genesisi 10:31

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:5

Genesisi 10:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 9:7, 19; Mab 17:26

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 10:1Ru 3:23, 36
Gen. 10:1Ge 9:18, 19
Gen. 10:2Eze 38:6
Gen. 10:2Eze 38:2
Gen. 10:2Isa 66:19; Eze 27:13
Gen. 10:2Pis 120:5; Eze 32:26
Gen. 10:21Mak 1:5-7
Gen. 10:3Jer 51:27
Gen. 10:3Eze 27:14; 38:6
Gen. 10:4Eze 27:7
Gen. 10:4Jon 1:3
Gen. 10:4Isa 23:1
Gen. 10:6Ge 50:11
Gen. 10:6Jer 46:9; Na 3:9
Gen. 10:6Nu 34:2; 1Mak 1:8-10
Gen. 10:7Pis 72:10
Gen. 10:7Eze 27:22
Gen. 10:10Ge 11:9
Gen. 10:10Ezr 4:9
Gen. 10:10Dha 1:2
Gen. 10:11Mik 5:6
Gen. 10:11Jon 3:3; Mt 12:41
Gen. 10:13Jer 46:9
Gen. 10:131Mak 1:11, 12
Gen. 10:14Eze 29:14
Gen. 10:14Jos 13:2, 3; Jer 47:4
Gen. 10:14Dhe 2:23
Gen. 10:15Jos 13:6; Mk 7:24
Gen. 10:15Ge 25:10; 27:46; 1Mak 1:13-16
Gen. 10:16Vat 1:21
Gen. 10:16Ge 15:16; Dhe 3:8
Gen. 10:17Jos 11:3
Gen. 10:18Eze 27:11
Gen. 10:181Mad 8:65
Gen. 10:19Ge 20:1
Gen. 10:19Jos 15:20, 47; Mab 8:26
Gen. 10:19Ge 13:10; 19:24; Jud 7
Gen. 10:19Dhe 29:23
Gen. 10:21Ge 11:17
Gen. 10:22Ezr 4:9; Mab 2:8, 9
Gen. 10:22Eze 27:23
Gen. 10:22Ge 11:10
Gen. 10:221Mak 1:17
Gen. 10:24Ge 11:12; Ru 3:23, 35
Gen. 10:25Ge 11:16
Gen. 10:251Mak 1:19
Gen. 10:261Mak 1:20-23
Gen. 10:291Mad 9:28; 10:11
Gen. 10:31Ge 10:5
Gen. 10:32Ge 9:7, 19; Mab 17:26
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 10:1-32

Genesisi

10 Iyi ndiyo nhoroondo yaShemu,+ Hamu, naJafeti, vanakomana vaNoa.

Vakava nevanakomana pashure peMafashamo.+ 2 Vanakomana vaJafeti vaiva Gomeri,+ Magogi,+ Madhai, Javhani, Tubhari,+ Mesheki,+ naTirasi.+

3 Vanakomana vaGomeri vaiva Ashkenazi,+ Rifati, naTogama.+

4 Vanakomana vaJavhani vaiva Erishaa,+ Tashishi,+ Kitimu,+ naDhodhanimu.

5 Vagari vepazvitsuwa vakapararira munyika dzavo vachibva kune ivava, maererano nemitauro yavo nemhuri dzavo uye nemarudzi avo.

6 Vanakomana vaHamu vaiva Kushi, Mizraimu,+ Puti,+ naKenani.+

7 Vanakomana vaKushi vaiva Sebha,+ Havhira, Sabta, Raama,+ naSabteka.

Vanakomana vaRaama vaiva Shebha naDhedhani.

8 Kushi akabereka Nimrodhi uyo akava munhu wekutanga kuva nesimba panyika. 9 Akava muvhimi ane simba aipesana naJehovha. Ndokusaka paine chirevo chekuti: “SaNimrodhi, muvhimi ane simba anopesana naJehovha.” 10 Umambo hwake hwakatangira paBhabheri,+ Ereki,+ Akadhi, neKarine,* munyika yeShinari.+ 11 Achibva kunyika iyoyo akaenda kuAsiriya,+ akavaka Ninivhi,+ Rehobhoti-Iri, Kara, 12 neReseni, yaiva pakati peNinivhi neKara: Iri ndiro guta guru.*

13 Mizraimu akabereka Rudhimu,+ Anamimu, Rehabhimu, Naftuhimu,+ 14 Patrusimu,+ Kasruhimu (tateguru wevaFiristiya),+ naKaftorimu.+

15 Kenani akabereka Sidhoni,+ dangwe rake, naHeti,+ 16 pamwe chete nevaJebhusi,+ vaAmori,+ vaGigashi, 17 vaHivhi,+ vaAki, vaSini, 18 vaAvhadhi,+ vaZemari, nevaHamati.+ Pashure pacho, mhuri dzevaKenani dzakazopararira. 19 Saka muganhu wevaKenani waitangira kuSidhoni kusvika kuGerari,+ pedyo neGaza,+ uchinobata kuSodhomu, Gomora,+ Adma, neZebhoimu,+ pedyo neRasha. 20 Ava ndivo vaiva vanakomana vaHamu maererano nemhuri dzavo uye mitauro yavo, maererano nenyika dzavo nemarudzi avo.

21 Shemu, tateguru wevanakomana vese vaEbheri+ uye munin’ina waJafeti mukuru kwavari vese,* akavawo nevana. 22 Vanakomana vaShemu vaiva Eramu,+ Asuri,+ Apakishadhi,+ Rudhi, naAramu.+

23 Vanakomana vaAramu vaiva Uzi, Haru, Geteri, naMashi.

24 Apakishadhi akabereka Shera,+ Shera akabereka Ebheri.

25 Ebheri akabereka vanakomana vaviri. Mumwe ainzi Peregi,*+ nekuti panguva yaakararama nyika yakaparadzaniswa.* Mumwe wacho ainzi Joktani.+

26 Joktani akabereka Arumodhadhi, Sherefi, Hazamavheti, Jera,+ 27 Hadhoramu, Uzari, Dhikra, 28 Obhari, Abhimaeri, Shebha, 29 Ofiri,+ Havhira, naJobhabhu; vese ava vaiva vanakomana vaJoktani.

30 Nharaunda yavaigara yaitangira kuMesha kusvika kuSefari, kumakomo ekuMabvazuva.

31 Ava ndivo vaiva vanakomana vaShemu maererano nemhuri dzavo uye mitauro yavo, maererano nenyika dzavo nemarudzi avo.+

32 Idzi ndidzo dzaiva mhuri dzevanakomana vaNoa maererano nemadzinza avo, uye maererano nemarudzi avo. Marudzi akapararira panyika achibva kwavari pashure peMafashamo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe