RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 9
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku Dhanieri

      • Munyengetero waDhanieri wekureurura (1-19)

        • Makore 70 ekuva dongo (2)

      • Gabrieri anouya kuna Dhanieri (20-23)

      • Makore 70 euprofita (24-27)

        • Mesiya achauya papera mavhiki 69 (25)

        • Mesiya achaurayiwa (26)

        • Guta nenzvimbo tsvene zvichaparadzwa (26)

Dhanieri 9:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 6:28; 11:1
  • +Dha 5:30, 31

Dhanieri 9:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, mabhuku matsvene.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 1:1, 2; Pis 79:1; Isa 64:10; Mari 1:1
  • +2Mak 36:20, 21; Jer 25:11; 29:10; Zek 1:12; 7:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    10/2016, p. 14

    Nharireyomurindi,

    1/1/2011, p. 22

    6/1/2007, p. 22

Dhanieri 9:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 8:21

Dhanieri 9:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6
  • +Dhe 5:9, 10; Ne 1:5

Dhanieri 9:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 9:6, 7; Ne 9:26, 33; Pis 106:6; Mari 3:42

Dhanieri 9:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 36:15, 16; Jer 7:13

Dhanieri 9:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:33; Dhe 28:41; 2Mad 17:6; Isa 11:11

Dhanieri 9:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 34:6, 7; Ne 9:17; Pis 86:5
  • +Ne 9:26

Dhanieri 9:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 17:13, 14

Dhanieri 9:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15; 31:17

Dhanieri 9:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mari 2:17
  • +Jer 39:8

Dhanieri 9:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “makatendeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:16, 17; Dhe 28:15; Mari 1:1
  • +Isa 9:13; Jer 5:3

Dhanieri 9:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 9:33

Dhanieri 9:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 6:1
  • +Eks 9:16; Ne 9:10; Pis 106:7, 8

Dhanieri 9:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 89:14; Isa 26:9
  • +Re 26:38, 39; 1Mad 9:7-9; Pis 79:1, 4; Jer 24:9

Dhanieri 9:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Nu 6:23, 25
  • +Isa 64:10, 11; Mari 5:18

Dhanieri 9:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 102:13; Isa 54:7, 8; Jer 14:7

Dhanieri 9:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 8:30
  • +Pis 79:8, 9; Isa 63:18, 19; Jer 14:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 20

Dhanieri 9:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 87:1, 2; Zek 8:3

Dhanieri 9:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 8:16; Ru 1:19
  • +Dha 8:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 20

Dhanieri 9:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anodiwa; anoremekedzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:11, 19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 20

Dhanieri 9:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, mavhiki emakore.

  • *

    Kana kuti “chisimbiso.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 11:1; Isa 52:1
  • +Ru 1:76, 77; VaH 9:26
  • +VaR 3:25; 1Jo 2:1, 2; 4:10
  • +Isa 53:11; VaR 1:16, 17
  • +2VaK 1:19, 20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2001, p. 27

    7/1/1996, p. 15

    7/15/1994, pp. 29-30

    10/1/1992, pp. 13-14

    Zivo, p. 36

    “Rugwaro Rwose,” pp. 88-89, 141

Dhanieri 9:25

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Muzodziwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ne 2:5, 11; 6:15
  • +Pis 2:2; Joh 1:41
  • +Isa 55:4; Mt 23:10; Joh 1:45, 49
  • +Ru 3:1, 2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Bhaibheri Rinombodzidzisei, p. 197

    Mukai!,

    10/2012, p. 14

    Nharireyomurindi,

    3/15/2002, pp. 4-5

    9/15/1998, pp. 13-14

    10/1/1992, pp. 11-12

    10/15/1990, pp. 10-11

    Zivo, p. 36

    “Rugwaro Rwose,” pp. 88-89

    Shoko raMwari, pp. 130-131

Dhanieri 9:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 53:8, 12; Mt 26:2; Ru 24:26; 1VaK 15:3
  • +Mk 9:12
  • +Mt 24:15; Ru 19:43, 44; 21:20
  • +Ru 21:22, 24

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/1992, pp. 13-14

    “Rugwaro Rwose,” p. 142

    Shoko raMwari, pp. 131-132

Dhanieri 9:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaH 9:11, 12; 10:8-10
  • +Mk 13:14; Ru 21:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Kupupurira Kwazvo, p. 72

    Nharireyomurindi,

    9/1/2007, p. 20

    5/15/2003, p. 31

    5/1/1999, pp. 14-15

    10/15/1990, p. 12

    Shoko raMwari, pp. 131-132

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Dhan. 9:1Dha 6:28; 11:1
Dhan. 9:1Dha 5:30, 31
Dhan. 9:2Ezr 1:1, 2; Pis 79:1; Isa 64:10; Mari 1:1
Dhan. 9:22Mak 36:20, 21; Jer 25:11; 29:10; Zek 1:12; 7:5
Dhan. 9:3Ezr 8:21
Dhan. 9:4Eks 34:6
Dhan. 9:4Dhe 5:9, 10; Ne 1:5
Dhan. 9:5Ezr 9:6, 7; Ne 9:26, 33; Pis 106:6; Mari 3:42
Dhan. 9:62Mak 36:15, 16; Jer 7:13
Dhan. 9:7Re 26:33; Dhe 28:41; 2Mad 17:6; Isa 11:11
Dhan. 9:9Eks 34:6, 7; Ne 9:17; Pis 86:5
Dhan. 9:9Ne 9:26
Dhan. 9:102Mad 17:13, 14
Dhan. 9:11Dhe 28:15; 31:17
Dhan. 9:12Mari 2:17
Dhan. 9:12Jer 39:8
Dhan. 9:13Re 26:16, 17; Dhe 28:15; Mari 1:1
Dhan. 9:13Isa 9:13; Jer 5:3
Dhan. 9:14Ne 9:33
Dhan. 9:15Eks 6:1
Dhan. 9:15Eks 9:16; Ne 9:10; Pis 106:7, 8
Dhan. 9:16Pis 89:14; Isa 26:9
Dhan. 9:16Re 26:38, 39; 1Mad 9:7-9; Pis 79:1, 4; Jer 24:9
Dhan. 9:17Nu 6:23, 25
Dhan. 9:17Isa 64:10, 11; Mari 5:18
Dhan. 9:18Pis 102:13; Isa 54:7, 8; Jer 14:7
Dhan. 9:191Mad 8:30
Dhan. 9:19Pis 79:8, 9; Isa 63:18, 19; Jer 14:9
Dhan. 9:20Pis 87:1, 2; Zek 8:3
Dhan. 9:21Dha 8:16; Ru 1:19
Dhan. 9:21Dha 8:1
Dhan. 9:23Dha 10:11, 19
Dhan. 9:24Ne 11:1; Isa 52:1
Dhan. 9:24Ru 1:76, 77; VaH 9:26
Dhan. 9:24VaR 3:25; 1Jo 2:1, 2; 4:10
Dhan. 9:24Isa 53:11; VaR 1:16, 17
Dhan. 9:242VaK 1:19, 20
Dhan. 9:25Ne 2:5, 11; 6:15
Dhan. 9:25Pis 2:2; Joh 1:41
Dhan. 9:25Isa 55:4; Mt 23:10; Joh 1:45, 49
Dhan. 9:25Ru 3:1, 2
Dhan. 9:26Isa 53:8, 12; Mt 26:2; Ru 24:26; 1VaK 15:3
Dhan. 9:26Mk 9:12
Dhan. 9:26Mt 24:15; Ru 19:43, 44; 21:20
Dhan. 9:26Ru 21:22, 24
Dhan. 9:27VaH 9:11, 12; 10:8-10
Dhan. 9:27Mk 13:14; Ru 21:20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Dhanieri 9:1-27

Dhanieri

9 Mugore rekutanga raDhariyasi+ mwanakomana waAhashivheroshi, iye muMedhiya akanga agadzwa kuva mambo muumambo hwevaKadheya,+ 2 gore raakatanga kutonga, ini Dhanieri, ndakanzwisisa kubva mumabhuku* kuwanda kwemakore aizopera Jerusarema riri dongo,+ akataurwa mushoko raJehovha kumuprofita Jeremiya. Aiva makore 70.+ 3 Saka ndakatarisa kuna Jehovha Mwari wechokwadi, ndichimuteterera mumunyengetero, ndichitsanya+ ndakapfeka masaga, ndiine madota. 4 Ndakanyengetera kuna Jehovha Mwari wangu, ndikareurura, ndikati:

“Haiwa Jehovha Mwari wechokwadi, Mwari mukuru neanoshamisa, anochengeta sungano yake uye anoratidza rudo rusingachinji+ kune vaya vanomuda uye vanochengeta mirayiro yake,+ 5 takatadza uye takaita zvisina kururama, takaita zvakaipa uye takapanduka;+ takatsauka pamirayiro yenyu nemitongo yenyu. 6 Hatina kuteerera vashumiri venyu, ivo vaprofita,+ avo vakataura muzita renyu kumadzimambo edu, nemachinda edu, nemadzibaba edu, nevanhu vese vemunyika yedu. 7 Imi Jehovha makarurama, asi isu tinongogara tichinyara sezvatiri kuita nhasi, isu nevarume veJudha, nevagari vemuJerusarema, nevaIsraeri vese, vaya vari pedyo nevaya vari kure, vari munyika dzese dzamakavaparadzira kwadziri nemhaka yekusatendeka kwavo.+

8 “Jehovha, tiri kunyara nekuti takakutadzirai, isu nemadzimambo edu, nemachinda edu, nemadzitateguru edu. 9 Jehovha Mwari wedu ndiMwari ane tsitsi uye anokanganwira,+ asi isu takamupandukira.+ 10 Hatina kuteerera inzwi raJehovha Mwari wedu nekutevera mitemo yake yaakaisa pamberi pedu achishandisa vashumiri vake, ivo vaprofita.+ 11 VaIsraeri vese vakatyora Mutemo wenyu, uye vakatsauka vachirega kuteerera inzwi renyu, imi mukabva madurura patiri kutukwa kwakataurwa uye kwakanyorwa muMutemo waMozisi mushumiri waMwari wechokwadi,+ nekuti takakutadzirai. 12 Iye azadzisa mashoko ake aakataura pamusoro pedu+ nevatungamiriri vedu vaititonga, nekuunza kwaaita dambudziko guru patiri; zvakaitirwa Jerusarema+ hazvina kumbobvira zvaitika pasi pedenga. 13 Dambudziko rese iri rauya patiri+ sezvakanyorwa muMutemo waMozisi, asi hatina kutsvaga kunzwirwa nyasha naJehovha Mwari wedu kuburikidza nekusiya zvakaipa zvedu+ uye kunzwisisa kuti munozadzisa shoko renyu.*

14 “Saka Jehovha akaramba akatarisa uye akaunza dambudziko patiri, nekuti Jehovha Mwari wedu akarurama pane zvese zvaaita; asi isu hatina kuteerera inzwi rake.+

15 “Takatadza uye takaita zvakaipa kwamuri Jehovha Mwari wedu, imi Mwari akabudisa vanhu vake munyika yeIjipiti neruoko rune simba,+ mukaita mbiri ichiripo nanhasi.+ 16 Jehovha, magara muchiita zvakarurama+ saka tinokumbirawo kuti mubvise hasha nekutsamwa kwenyu paguta renyu Jerusarema, iro gomo renyu dzvene; nekuti Jerusarema nesu vanhu venyu tiri kushorwa nevese vakatipoteredza+ nemhaka yezvivi zvedu uye nemhaka yekukanganisa kwemadzitateguru edu. 17 Zvino Mwari wedu, inzwai munyengetero wemushumiri wenyu nekuteterera kwake, munzwire nyasha nzvimbo yenyu tsvene+ yakaparadzwa,+ muchiitira zita renyu, imi Jehovha. 18 Haiwa Mwari wangu, rerekai nzeve yenyu munzwe! Svinurai muone kutambudzika kwedu nekuparadzwa kwakaitwa guta raishevedzwa nezita renyu; nekuti chiri kuita kuti tikutetererei haasi mabasa edu akarurama, asi itsitsi dzenyu huru.+ 19 Haiwa Jehovha, inzwai. Haiwa Jehovha, kanganwirai.+ Haiwa Jehovha, teererai muone zvekuita! Mwari wangu, fungai nezvezita renyu morega kunonoka, nekuti zita renyu riri pavanhu venyu nepaguta renyu.”+

20 Pandakanga ndichiri kutaura ndichinyengetera nekureurura chivi changu nechivi chevanhu vekwangu vaIsraeri uye ndichikumbira Jehovha Mwari wangu kuti anzwire nyasha gomo dzvene raMwari wangu,+ 21 pandakanga ndichiri kutotaura ndichinyengetera, murume anonzi Gabrieri,+ wandakanga ndamboona muchiratidzo,+ akauya kwandiri ndakaparara nekuneta, panenge panguva yemupiro wemanheru. 22 Akaita kuti ndinzwisise, achiti:

“Dhanieri, iye zvino ndauya kuzoita kuti uve nenjere nenzwisiso. 23 Pawatanga kuteterera, pabva pataurwa shoko, uye ini ndauya kuzokuudza nezvaro, nekuti uri munhu anokosha* chaizvo.+ Saka funga nezvenyaya yacho, unzwisise chiratidzo chacho.

24 “Pane mavhiki* 70 akasarudzirwa vanhu vako neguta rako dzvene,+ kuti kutadza kugumiswe, kuti chivi chipedzwe,+ kuti kukanganisa kuregererwe,+ kuti pave nekururama nekusingaperi,+ kuti chiratidzo neuprofita zviiswe chidhindo,*+ uye kuti Nzvimbo Tsvenetsvene izodzwe. 25 Ziva, unzwisise kuti kubvira pachataurwa shoko rekuti Jerusarema ridzorerwe+ uye rivakwezve kusvikira pachauya Mesiya*+ iye Mutungamiriri,+ pachava nemavhiki 7, uye mavhiki 62.+ Richadzokera pane zvarakanga rakaita uye richavakwazve, riine musika nemugero wemvura, asi muri munguva dzekutambudzika.

26 “Kana mavhiki acho 62 apera, Mesiya achaurayiwa,+ osara asina chaainacho.+

“Uye vanhu vemutungamiriri achauya vachaparadza guta nenzvimbo tsvene.+ Mugumo wacho uchauya kunge mafashamo. Pachange paine hondo kusvikira pakuguma; Mwari asarudza kuti pave nekuparadzwa.+

27 “Iye achaita kuti sungano irambe ichishanda kwevhiki imwe chete achiitira vazhinji; uye pakati pevhiki yacho, achaita kuti chibayiro nemupiro zvichirega kupiwa.+

“Uye pabapiro rezvinhu zvinonyangadza pachange paine anoparadza zvinhu zvese;+ uye zvinhu zvakasarudzwa zvichadururwawo pana iye akaitwa dongo kusvikira pava nekuparadzwa.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe