RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Kunyunyuta kwaJeremiya (1-4)

      • Mhinduro yaJehovha (5-17)

Jeremiya 12:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:25
  • +Job 12:6; 21:7; Pis 73:3; Jer 5:28

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 118-119

Jeremiya 12:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “itsvo dzavo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 29:13

Jeremiya 12:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 139:1, 2
  • +2Mad 20:3; Pis 17:3; Jer 11:20

Jeremiya 12:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 14:6; 23:10

Jeremiya 12:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 4:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/1/2012, p. 29

    3/15/2011, p. 32

Jeremiya 12:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:4

Jeremiya 12:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anodiwa nemweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 13:35
  • +Eks 19:5; Isa 47:6
  • +Mari 2:1

Jeremiya 12:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:2; Eze 16:37
  • +Isa 56:9; Jer 7:33

Jeremiya 12:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 80:8; Isa 5:1, 7; Jer 6:3
  • +Isa 63:18; Jer 3:19

Jeremiya 12:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Iri kuchema.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 9:11; 10:22
  • +Isa 42:24, 25

Jeremiya 12:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nyama ine.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:33; Jer 15:2

Jeremiya 12:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 26:16; Mik 6:15

Jeremiya 12:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 79:4; Jer 48:26; Eze 25:3; Zek 1:15; 2:8
  • +Jer 48:2; 49:2

Jeremiya 12:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 60:12

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 12:1Ge 18:25
Jer. 12:1Job 12:6; 21:7; Pis 73:3; Jer 5:28
Jer. 12:2Isa 29:13
Jer. 12:3Pis 139:1, 2
Jer. 12:32Mad 20:3; Pis 17:3; Jer 11:20
Jer. 12:4Jer 14:6; 23:10
Jer. 12:5Jer 4:13
Jer. 12:6Jer 9:4
Jer. 12:7Ru 13:35
Jer. 12:7Eks 19:5; Isa 47:6
Jer. 12:7Mari 2:1
Jer. 12:92Mad 24:2; Eze 16:37
Jer. 12:9Isa 56:9; Jer 7:33
Jer. 12:10Pis 80:8; Isa 5:1, 7; Jer 6:3
Jer. 12:10Isa 63:18; Jer 3:19
Jer. 12:11Jer 9:11; 10:22
Jer. 12:11Isa 42:24, 25
Jer. 12:12Re 26:33; Jer 15:2
Jer. 12:13Re 26:16; Mik 6:15
Jer. 12:14Pis 79:4; Jer 48:26; Eze 25:3; Zek 1:15; 2:8
Jer. 12:14Jer 48:2; 49:2
Jer. 12:17Isa 60:12
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 12:1-17

Jeremiya

12 Haiwa Jehovha, imi makarurama+ pandinonyunyuta kwamuri,

Pandinotaura nemi nezvenyaya yekutonga zvakarurama.

Asi nei nzira yevakaipa ichibudirira,+

Uye nei vaya vanonyengera vasina zvinovanetsa mumwoyo?

 2 Makavadyara uye vadzika midzi.

Vakura uye vabereka michero.

Hamubvi pamiromo yavo, asi pfungwa dzavo dzakadzama* dziri kure nemi.+

 3 Asi imi munonyatsondiziva, haiwa Jehovha,+ munondiona;

Makaongorora mwoyo wangu mukaona kuti unoita zvamunoda.+

Vasarudzei semakwai ekuuraya,

Uye vatsaurei kuitira zuva rekuurayiwa.

 4 Nyika icharamba ichioma kusvikira riini

Uye zvinomera zvemasango ese zvicharamba zvichioma kusvikira riini?+

Zvakaipa zvevaya vari kugara mairi

Zvaita kuti mhuka neshiri zviparadzwe.

Nekuti vakati: “Haasi kuona zvichaitika kwatiri.”

 5 Kana uchineta nekumhanya nevetsoka,

Ungakwikwidzana sei nemabhiza?+

Uri kunzwa wakagadzikana munyika yerugare,

Asi uchaita sei pakati pemazibvokocho esango ari pedyo naJodhani?

 6 Nekuti kunyange hama dzako chaidzo, iyo imba yababa vako,

Dzakakunyengera.+

Vakashevedzera nenzwi riri pamusoro kwauri.

Usatenda mavari

Kunyange kana vakataura zvinhu zvakanaka kwauri.

 7 “Ndasiya imba yangu;+ ndabva panhaka yangu.+

Ndaisa mudiwa wangu wepamwoyo* mumaoko evavengi vake.+

 8 Kwandiri nhaka yangu yava seshumba iri musango.

Yandidzvovera.

Saka ndava kuivenga.

 9 Kwandiri nhaka yangu yakaita seshiri ine mavara inodya nyama;

Dzimwe shiri dzinodya nyama dzinoimomotera dzoirwisa.+

Uyai, unganai, imi zvikara zvese zvesango,

Uyai mudye.+

10 Vafudzi vazhinji vakaparadza munda wangu wemizambiringa;+

Vakatsika-tsika nyika yangu.+

Vakasiya nyika yangu yakanaka yava renje risina chinhu.

11 Yava nyika isina chinhu.

Yaoma;*

Yava dongo pamberi pangu.+

Nyika yese yaitwa dongo,

Asi hapana ane basa nazvo.+

12 Vaparadzi vauya nemumakwara ese akapfumbira anopfuura nemurenje,

Nekuti bakatwa raJehovha riri kuparadza kubvira kumugumo wenyika kusvika kune mumwe mugumo wayo.+

Hapana ane* rugare.

13 Vakadyara gorosi asi vakakohwa minzwa.+

Vakashanda zvakaoma asi hapana chakabuda.

Vachanyara nezvavachakohwa

Nemhaka yekutsamwa kukuru kwaJehovha.”

14 Zvanzi naJehovha kuvavakidzani vangu vese vakaipa vari kubata nhaka yandakapa vanhu vangu vaIsraeri:+ “Ndiri kuvadzura panyika yavo,+ uye ndichadzura imba yaJudha pakati pavo. 15 Asi kana ndavadzura, ndichavanzwirazve tsitsi, ndodzosa mumwe nemumwe wavo kunhaka yake nekunyika yake.”

16 “Uye kana vakava nechokwadi chekuti vadzidza nzira dzevanhu vangu uye kupika nezita rangu vachiti, ‘NaJehovha mupenyu!’ sekudzidzisa kwavakaita vanhu vangu kupika naBhaari, vachagara nevanhu vangu. 17 Asi kana vakaramba kuteerera, ndichadzurawo rudzi irworwo, ndicharudzura nekuruparadza,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe