RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 31
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Samueri

      • Kufa kwaSauro nevanakomana vake vatatu (1-13)

1 Samueri 31:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 14:52; 29:1
  • +1Sa 28:4; 2Sa 1:21; 1Mak 10:1-5

1 Samueri 31:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 13:2
  • +1Mak 8:33

1 Samueri 31:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 1:4, 6

1 Samueri 31:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:26; 2Sa 1:20
  • +1Mak 10:4

1 Samueri 31:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 26:10; 1Mak 10:13

1 Samueri 31:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 28:19; 1Mak 10:6, 7

1 Samueri 31:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 13:6

1 Samueri 31:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 28:4; 31:1; 2Sa 1:6; 1Mak 10:8-12

1 Samueri 31:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mutemberi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 1:20
  • +Vat 16:23

1 Samueri 31:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 17:11; Vat 1:27

1 Samueri 31:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 11:1, 9-11

1 Samueri 31:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 21:12
  • +2Sa 2:4, 5

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Sam. 31:11Sa 14:52; 29:1
1 Sam. 31:11Sa 28:4; 2Sa 1:21; 1Mak 10:1-5
1 Sam. 31:21Sa 13:2
1 Sam. 31:21Mak 8:33
1 Sam. 31:32Sa 1:4, 6
1 Sam. 31:41Sa 17:26; 2Sa 1:20
1 Sam. 31:41Mak 10:4
1 Sam. 31:51Sa 26:10; 1Mak 10:13
1 Sam. 31:61Sa 28:19; 1Mak 10:6, 7
1 Sam. 31:71Sa 13:6
1 Sam. 31:81Sa 28:4; 31:1; 2Sa 1:6; 1Mak 10:8-12
1 Sam. 31:92Sa 1:20
1 Sam. 31:9Vat 16:23
1 Sam. 31:10Jos 17:11; Vat 1:27
1 Sam. 31:111Sa 11:1, 9-11
1 Sam. 31:132Sa 21:12
1 Sam. 31:132Sa 2:4, 5
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Samueri 31:1-13

Bhuku Rekutanga raSamueri

31 Zvino vaFiristiya vakanga vachirwa nevaIsraeri.+ Varume veIsraeri vakatiza vaFiristiya, uye vakawanda vakaurayiwa muGomo reGiribhoa.+ 2 VaFiristiya vakaramba vakati name name naSauro nevanakomana vake, uye vaFiristiya vakauraya Jonatani,+ Abhinadhabhi, naMariki-shua, vanakomana vaSauro.+ 3 Hondo yacho yakanga yava kupisa ichiomera Sauro, uye vaya vaipfura neuta vakamuwana vakamukuvadza zvakaipisisa.+ 4 Sauro akabva ati kumutakuri wezvombo zvake: “Vhomora bakatwa rako undibaye naro, kuti varume ava vasina kuchecheudzwa+ varege kuuya kuzondibaya, vondiitira utsinye.” Asi mutakuri wezvombo zvake akanga asingadi kumubaya, nekuti aitya chaizvo. Saka Sauro akatora bakatwa racho, akawira pariri.+ 5 Mutakuri wezvombo zvake paakaona kuti Sauro akanga afa,+ iyewo akabva awira pabakatwa rake akafa pamwe chete naye. 6 Saka Sauro nevanakomana vake vatatu, nemutakuri wezvombo zvake, nevarume vake vese, vakafa zuva iroro.+ 7 VaIsraeri vaiva munharaunda yebani nevaiva munharaunda yeJodhani pavakaona kuti varume vaIsraeri vakanga vatiza uye kuti Sauro nevanakomana vake vakanga vafa, vakatanga kubuda mumaguta acho vachitiza;+ vaFiristiya vakabva vauya vakaatora.

8 Mangwana acho, vaFiristiya pavakauya kuzotora zvipfeko nezvimwe zvinhu zvevanhu vakanga vaurayiwa, vakawana Sauro nevanakomana vake vatatu vakafa muGomo reGiribhoa.+ 9 Saka vakadimbura musoro wake, vakatora zvipfeko zvake zvehondo, vakatumira shoko munyika yese yevaFiristiya kuti vasvitse mashoko acho+ mudzimba* dzezvidhori+ zvavo nekuvanhu. 10 Vakabva vaisa zvipfeko zvake zvehondo muimba yezvifananidzo zvaAshtoreti, vakaroverera chitunha chake parusvingo rweBheti-shani.+ 11 Vagari vekuJabheshi-giriyedhi+ pavakanzwa zvakanga zvaitirwa Sauro nevaFiristiya, 12 varwi vese vakabva vasimuka, vakafamba usiku hwese, vakanobvisa mutumbi waSauro nemitumbi yevanakomana vake parusvingo rweBheti-shani. Vakadzokera kuJabheshi, vakapisa mitumbi yacho ikoko. 13 Vakabva vatora mapfupa avo+ vakaaviga pasi pemuti wemutamarisiki waiva muJabheshi,+ vakatsanya kwemazuva 7.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe