RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 VaKorinde 4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 VaKorinde

      • Vatariri vanofanira kuva vakatendeka (1-5)

      • Kuzvininipisa kwevashumiri vechiKristu (6-13)

        • “Musapfuura zvakanyorwa” (6)

        • VaKristu vari kuonekwa nevanhu vese sevari mudariro (9)

      • Pauro anotora vaanonamata navo sevana vake (14-21)

1 VaKorinde 4:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 13:11; VaR 16:25, 26

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2012, pp. 11-12

    8/1/2000, pp. 14-15

1 VaKorinde 4:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    12/15/2012, pp. 12-13

1 VaKorinde 4:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 21:2; VaR 14:10; VaH 4:13

1 VaKorinde 4:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 7:1
  • +Zvi 10:9; 2VaK 10:18; 1Ti 5:24, 25

1 VaKorinde 4:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 1:12
  • +VaR 12:3; 2VaK 12:20; 3Jo 9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    4/15/2008, p. 7

    11/1/1989, pp. 29-30

1 VaKorinde 4:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Joh 3:27

1 VaKorinde 4:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 20:4, 6
  • +2Ti 2:12; Zva 3:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2008, p. 22

    1/15/1994, pp. 17-18

1 VaKorinde 4:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 8:36; 1VaK 15:32; 2VaK 6:4, 9
  • +VaH 10:33

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/2009, p. 24

    9/15/1990, p. 24

    5/15/1988, p. 27

    Ushumiri hwoUmambo,

    8/2001, p. 1

    Awake!,

    8/8/1998, p. 29

1 VaKorinde 4:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 3:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/15/1988, p. 27

1 VaKorinde 4:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiGir., “hatina kupfeka.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaF 4:12
  • +2VaK 11:27
  • +Mab 14:19; 23:2; 2VaK 11:24

1 VaKorinde 4:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mab 18:3; 20:34; 1VaT 2:9
  • +VaR 12:14; 1Pe 3:9
  • +Mt 5:44

1 VaKorinde 4:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Pe 2:23

1 VaKorinde 4:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaG 4:19; 1VaT 2:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/1/1993, p. 15

1 VaKorinde 4:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1VaK 11:1; VaF 3:17; 1VaT 1:6

1 VaKorinde 4:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Ti 1:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    4/2018, p. 14

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    1/2017, pp. 30-31

1 VaKorinde 4:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Mashoko Ekuwedzera A5.

1 VaKorinde 4:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 13:10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 VaK. 4:1Mt 13:11; VaR 16:25, 26
1 VaK. 4:4Zvi 21:2; VaR 14:10; VaH 4:13
1 VaK. 4:5Mt 7:1
1 VaK. 4:5Zvi 10:9; 2VaK 10:18; 1Ti 5:24, 25
1 VaK. 4:61VaK 1:12
1 VaK. 4:6VaR 12:3; 2VaK 12:20; 3Jo 9
1 VaK. 4:7Joh 3:27
1 VaK. 4:8Zva 20:4, 6
1 VaK. 4:82Ti 2:12; Zva 3:21
1 VaK. 4:9VaR 8:36; 1VaK 15:32; 2VaK 6:4, 9
1 VaK. 4:9VaH 10:33
1 VaK. 4:101VaK 3:18
1 VaK. 4:11VaF 4:12
1 VaK. 4:112VaK 11:27
1 VaK. 4:11Mab 14:19; 23:2; 2VaK 11:24
1 VaK. 4:12Mab 18:3; 20:34; 1VaT 2:9
1 VaK. 4:12VaR 12:14; 1Pe 3:9
1 VaK. 4:12Mt 5:44
1 VaK. 4:131Pe 2:23
1 VaK. 4:15VaG 4:19; 1VaT 2:11
1 VaK. 4:161VaK 11:1; VaF 3:17; 1VaT 1:6
1 VaK. 4:172Ti 1:13
1 VaK. 4:212VaK 13:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 VaKorinde 4:1-21

Tsamba Yekutanga kuvaKorinde

4 Munhu anofanira kutiona sevashandi vari pasi paKristu uye vatariri vezvakavanzika zvitsvene* zvaMwari.+ 2 Panyaya iyi, chinotarisirwa pavatariri ndechekuti vawanikwe vakatendeka. 3 Saka kwandiri hazvinyanyi kukosha kuti ndiongororwe nemi kana kuti nedare revanhu. Ndingatoti kunyange ini pachangu handizviongorori. 4 Nekuti hana yangu hainzwi iine mhosva. Asi izvi hazvirevi kuti ndinobva ndanzi ndakarurama; anondiongorora ndiJehovha.*+ 5 Saka musatonga+ chinhu nguva yacho isati yakwana, kusvikira Ishe auya. Achaisa pachena zvinhu zvakavanzwa murima uye achaita kuti vavariro dzemwoyo yevanhu dzizivikanwe, uye mumwe nemumwe achabva arumbidzwa naMwari.+

6 Zvino, hama, ndava kushandisa mashoko aya pandiri naAporo+ kuti zvikunakirei imi, kuti mudzidze kwatiri mutemo wekuti: “Musapfuura zvakanyorwa,” kuti murege kuzvitutumadza,+ muchiona mumwe munhu kunge ari nani kupfuura mumwe. 7 Nekuti ndiani anoita kuti usiyane nemumwe? Chii chaungati unacho chausina kupiwa?+ Zvino kana wakaita zvekupiwa, nei uchizvirumbidza sekunge kuti hauna kuchipiwa?

8 Matoguta here? Matopfuma here? Matotanga kutonga semadzimambo+ isu tisipo here? Chokwadi ndingatoti dai matanga kutonga semadzimambo, kuti isuwo titonge nemi semadzimambo.+ 9 Nekuti ndinoona sekuti Mwari akatiita kuti isu vaapostora tive vekupedzisira pakuratidzirwa sevanhu vakatongerwa rufu,+ nekuti tiri kuita setakaiswa mudariro kuti tionekwe nenyika,+ nengirozi, nevanhu. 10 Tiri mapenzi+ nekuda kwaKristu, asi imi makangwara muna Kristu; isu hatina simba, asi imi makasimba; imi munokudzwa, asi isu tinozvidzwa. 11 Nanhasi tichiine nzara+ nenyota,+ uye takapfeka mamvemve,* tichirohwa+ uye tisina pekugara 12 tichifondoka nebasa, tichishanda nemaoko edu.+ Patinotukwa, tinokomborera;+ patinotambudzwa, tinoramba tichitsungirira;+ 13 panotaurwa zvakaipa nezvedu, tinopindura neunyoro;+ nanhasi tichiri kuita semarara enyika, tsvina inobviswa pazvinhu zvese.

14 Handisi kunyora zvinhu izvi kuti ndikunyadzisei, asi kuti ndikurayirei sevana vangu vanodiwa. 15 Nekuti kunyange mungava nevadzidzisi 10 000 muna Kristu, chokwadi ndechekuti hamuna vanababa vazhinji; nekuti ndakava baba venyu muna Kristu Jesu nekukuzivisai mashoko akanaka.+ 16 Saka ndinokukurudzirai kuti muve vatevedzeri vangu.+ 17 Ndokusaka ndiri kukutumirai Timoti, nekuti iye mwana wangu anodiwa uye akatendeka munaShe. Achakuyeuchidzai nezvenzira dzangu pamusoro paKristu Jesu,+ sekudzidzisa kwandiri kuita kwese kwese muungano dzese.

18 Vamwe vari kuzvitutumadza, sekunge kuti handisi kuzouya kwamuri. 19 Asi ndichauya kwamuri munguva pfupi iri kutevera, kana Jehovha* achida, kwete kuti ndizonzwa kutaura kwevaya vari kuzvitutumadza, asi kuti ndione simba ravainaro. 20 Nekuti Umambo hwaMwari haisi nyaya yematauriro emunhu asi yesimba raainaro. 21 Munoda zvipi? Ndiuye kwamuri neshamhu+ here kana kuti nerudo neunyoro?

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe