RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Zvakazarurwa 8
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raZvakazarurwa

      • Chisimbiso chechinomwe chinovhurwa (1-6)

      • Kuridza mabhosvo mana ekutanga (7-12)

      • Matambudziko matatu anoziviswa (13)

Zvakazarurwa 8:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 6:1
  • +Zva 5:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 32

    Zvakazarurwa, pp. 129-131

Zvakazarurwa 8:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 15:1

Zvakazarurwa 8:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 30:1, 3
  • +Zva 5:8
  • +Zva 9:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 129-131

Zvakazarurwa 8:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 141:2; Ru 1:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 129-131

Zvakazarurwa 8:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:16; Zva 4:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2009, p. 32

    Zvakazarurwa, pp. 131-132

Zvakazarurwa 8:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 8:7, 8, 10, 12; 9:1, 13; 11:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 132

Zvakazarurwa 8:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:2
  • +Eks 9:23-25; Pis 97:3, 5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 133-134

Zvakazarurwa 8:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 17:12, 13; 57:20
  • +Eks 7:20

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 134-136

Zvakazarurwa 8:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvezvisikwa zvine mweya.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:1, 3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 134-136

Zvakazarurwa 8:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:1, 4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 136, 137-138

Zvakazarurwa 8:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Amo 5:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 136-139

Zvakazarurwa 8:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 16:1, 8
  • +Eks 10:22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, pp. 138-141

Zvakazarurwa 8:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 9:12; 11:14
  • +Zva 8:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 141

    Nharireyomurindi,

    4/1/1990, p. 31

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Zvak. 8:1Zva 6:1
Zvak. 8:1Zva 5:1
Zvak. 8:2Zva 15:1
Zvak. 8:3Eks 30:1, 3
Zvak. 8:3Zva 5:8
Zvak. 8:3Zva 9:13
Zvak. 8:4Pis 141:2; Ru 1:10
Zvak. 8:5Eks 19:16; Zva 4:5
Zvak. 8:6Zva 8:7, 8, 10, 12; 9:1, 13; 11:15
Zvak. 8:7Zva 16:2
Zvak. 8:7Eks 9:23-25; Pis 97:3, 5
Zvak. 8:8Isa 17:12, 13; 57:20
Zvak. 8:8Eks 7:20
Zvak. 8:9Zva 16:1, 3
Zvak. 8:10Zva 16:1, 4
Zvak. 8:11Amo 5:7
Zvak. 8:12Zva 16:1, 8
Zvak. 8:12Eks 10:22
Zvak. 8:13Zva 9:12; 11:14
Zvak. 8:13Zva 8:2
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Zvakazarurwa 8:1-13

Bhuku raZvakazarurwa

8 Gwayana+ parakavhura chisimbiso* chechinomwe,+ kudenga kwakabva kwati zii kweinenge hafu yeawa. 2 Ndakabva ndaona ngirozi nomwe+ dzinomira pamberi paMwari, uye dzakapiwa mabhosvo manomwe.

3 Pakabva pauya imwe ngirozi yainge yakabata mudziyo wekupisira rusenzi wegoridhe ikamira pedyo neatari,+ uye yakapiwa rusenzi zhinji kwazvo+ kuti ipise paatari yegoridhe+ yakanga iri pamberi pechigaro cheumambo panguva yaipiwa minyengetero yevatsvene vese. 4 Utsi hwerusenzi hwaibva muruoko rwengirozi hwakakwidza huchienda pamberi paMwari pamwe chete neminyengetero+ yevatsvene. 5 Asi ngirozi yacho yakabva yangotora mudziyo wekupisira rusenzi, ikauzadza nemumwe moto wepaatari, ikakanda moto wacho panyika. Uye kwakava nemabhanan’ana nemanzwi nemheni+ nekudengenyeka kwenyika. 6 Ngirozi dziya nomwe dzaiva nemabhosvo manomwe+ dzakabva dzagadzirira kuaridza.

7 Yekutanga yakaridza bhosvo rayo. Pakabva pava nechimvuramabwe nemoto zvakasangana neropa, uye zvakakandwa panyika;+ chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvenyika chakatsva, uye pakatsvawo chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvemiti, pamwe chete nezvinomera zvese zvakasvibirira.+

8 Ngirozi yechipiri yakaridza bhosvo rayo. Chimwe chinhu chakaita segomo guru raibvira moto chakabva chakandwa mugungwa.+ Uye chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvegungwa chakachinja kuva ropa;+ 9 chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvezvisikwa zvipenyu* zviri mugungwa chakafa,+ uye chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvezvikepe chakaparadzwa.

10 Ngirozi yechitatu yakaridza bhosvo rayo. Uye nyeredzi huru yaibvira semwenje yakawa kubva kudenga, ikawira pachikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvenzizi nepazvitubu zvemvura.+ 11 Nyeredzi yacho inonzi Kamuti Kanovava. Chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvemvura chakabva chavaviswa, uye vanhu vazhinji vakafa nemvura yacho nekuti yakanga yavaviswa.+

12 Ngirozi yechina yakaridza bhosvo rayo. Chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvezuva chakabva charohwa+ pamwe chete nechikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvemwedzi nechikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvenyeredzi, kuti chikamu chimwe chete pazvikamu zvazvo zvitatu chive nerima+ uye kuti chikamu chimwe chete chezvikamu zvitatu zvemasikati chirege kuva nechiedza, uye kuti usiku huitewo saizvozvo.

13 Zvino ndakaona gondo richibhururuka nepakati pedenga, richiti nenzwi guru: “Mune nhamo, mune nhamo+ imi vanogara panyika, mune nhamo nekurira kuchaita mabhosvo asara engirozi nhatu dzava kuda kuridza mabhosvo adzo!”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe