RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 111
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Rumbidzai Jehovha nekuda kwemabasa ake makuru

        • Zita raMwari idzvene uye rinoshamisa (9)

        • Kutya Jehovha ndiwo uchenjeri (10)

Pisarema 111:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 68:4; 113:1; Zva 19:1
  • +Pis 9:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 14

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 20

Pisarema 111:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 98:1; 139:14; Zva 15:3
  • +Pis 77:12; 143:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 14

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 20-21

Pisarema 111:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 103:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 21-22

Pisarema 111:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ane nyasha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 31:19; Jos 4:5-7
  • +Eks 34:6; Jak 5:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 21-22

Pisarema 111:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:25; Mt 6:33
  • +Pis 89:34; 105:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 22

Pisarema 111:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 44:2; 105:44

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 22-23

Pisarema 111:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4
  • +Pis 19:8; Isa 55:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 23

Pisarema 111:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 3

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 23

Pisarema 111:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 15:13; Ru 1:68; Zva 7:10
  • +Pis 89:7; Isa 6:2, 3; Ru 1:49; Zva 4:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, pp. 23-24

Pisarema 111:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 28:28; Zvi 1:7; Mup 12:13
  • +Dhe 4:6; Jos 1:7, 8; 1Mad 2:3; Pis 119:100; 2Ti 3:14, 15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2009, p. 24

    3/15/1995, p. 16

    Kukurukurirana, p. 387

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 111:1Pis 68:4; 113:1; Zva 19:1
Pis. 111:1Pis 9:1
Pis. 111:2Pis 98:1; 139:14; Zva 15:3
Pis. 111:2Pis 77:12; 143:5
Pis. 111:3Pis 103:17
Pis. 111:4Dhe 31:19; Jos 4:5-7
Pis. 111:4Eks 34:6; Jak 5:11
Pis. 111:5Pis 37:25; Mt 6:33
Pis. 111:5Pis 89:34; 105:8
Pis. 111:6Pis 44:2; 105:44
Pis. 111:7Dhe 32:4
Pis. 111:7Pis 19:8; Isa 55:10, 11
Pis. 111:8Pis 19:9
Pis. 111:9Eks 15:13; Ru 1:68; Zva 7:10
Pis. 111:9Pis 89:7; Isa 6:2, 3; Ru 1:49; Zva 4:8
Pis. 111:10Job 28:28; Zvi 1:7; Mup 12:13
Pis. 111:10Dhe 4:6; Jos 1:7, 8; 1Mad 2:3; Pis 119:100; 2Ti 3:14, 15
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 111:1-10

Mapisarema

111 Rumbidzai Jah!*+

א [Aleph]

Ndicharumbidza Jehovha nemwoyo wangu wese+

ב [Beth]

Ndiri muboka revakarurama uye ndiri muungano.

ג [Gimel]

 2 Mabasa aJehovha makuru;+

ד [Daleth]

Anoongororwa nevanhu vese vanoafarira.+

ה [He]

 3 Basa rake rinokudzwa uye rinobwinya,

ו [Waw]

Uye kururama kwake kunoramba kuripo nekusingaperi.+

ז [Zayin]

 4 Anoita kuti mabasa ake anoshamisa ayeukwe.+

ח [Heth]

Jehovha anonzwira tsitsi* uye ane ngoni.+

ט [Teth]

 5 Anopa vaya vanomutya zvekudya.+

י [Yod]

Anoyeuka sungano yake nekusingaperi.+

כ [Kaph]

 6 Akaratidza vanhu vake mabasa ake esimba

ל [Lamed]

Nekuvapa nhaka yemamwe marudzi.+

מ [Mem]

 7 Mabasa emaoko ake ndeechokwadi uye anotonga zvakarurama;+

נ [Nun]

Mirayiro yake yese yakavimbika.+

ס [Samekh]

 8 Inogara ichivimbwa nayo, iye zvino uye nekusingaperi;

ע [Ayin]

Yakaitwa muchokwadi nekururama.+

פ [Pe]

 9 Akapa vanhu vake rudzikinuro.+

צ [Tsade]

Akataura kuti sungano yake igare nekusingaperi.

ק [Qoph]

Zita rake idzvene uye rinoshamisa.+

ר [Resh]

10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweuchenjeri.+

ש [Sin]

Vese vanochengeta mirayiro yake vanoratidza kuti vanonzwisisa.+

ת [Taw]

Kurumbidzwa kwake kunogara nekusingaperi.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe