RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 126
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kudzorerwa kweZiyoni kunofadza

        • ‘Jehovha akaita zvinhu zvikuru’ (3)

        • Kuchema kunochinja kuva kupembera (5, 6)

Pisarema 126:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 1:2, 3; Pis 85:1

Pisarema 126:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 3:11; Pis 106:47; Isa 49:13; Jer 31:12
  • +Jos 2:9, 10; Ne 6:15, 16

Pisarema 126:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 7:27, 28; Isa 11:11

Pisarema 126:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    10/8/2002, p. 15

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, pp. 18-19

Pisarema 126:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 30:5; Isa 61:1-3
  • +Isa 9:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2001, pp. 18-19

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 126:1Ezr 1:2, 3; Pis 85:1
Pis. 126:2Ezr 3:11; Pis 106:47; Isa 49:13; Jer 31:12
Pis. 126:2Jos 2:9, 10; Ne 6:15, 16
Pis. 126:3Ezr 7:27, 28; Isa 11:11
Pis. 126:6Pis 30:5; Isa 61:1-3
Pis. 126:6Isa 9:3
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 126:1-6

Mapisarema

Rwiyo Rwekukwidza.

126 Jehovha paakadzosa nhapwa dzeZiyoni,+

Takafunga kuti tiri kurota.

 2 Panguva iyoyo miromo yedu yakazadzwa nekuseka

Uye rurimi rwedu nekushevedzera nemufaro.+

Panguva iyoyo vemamwe marudzi vakati:

“Jehovha avaitira zvinhu zvikuru.”+

 3 Jehovha akatiitira zvinhu zvikuru,+

Uye tiri kufara.

 4 Dzosai vanhu vedu vakatapwa, haiwa Jehovha

Sehova dzemvura dziri muNegebhu.

 5 Vaya vanodyara mbeu nemisodzi

Vachakohwa vachishevedzera nemufaro.

 6 Uya anoenda

Akatakura saga rake rembeu, kunyange achichema,

Achatodzoka achishevedzera nemufaro,+

Akatakura zvisote zvake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe