RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Muparidzi 6
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMuparidzi

      • Kuva nezvakawanda usingafari (1-6)

      • Fadzwa nezvinhu zvaunazvo iye zvino (7-12)

Muparidzi 6:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “zvinodiwa nemweya wake.”

Muparidzi 6:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake usingafadzwi.”

  • *

    Kana kuti “uye kunyange guva risati rava rake.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mup 4:2, 3

Muparidzi 6:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ane zororo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 3:11, 13; 14:1

Muparidzi 6:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Job 30:23; Mup 3:20; VaR 5:12

Muparidzi 6:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mweya wake haugutswi.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 3:19; Zvi 16:26

Muparidzi 6:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “afambe pamberi pevapenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 49:10; Mup 2:15, 16

Muparidzi 6:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “pane kufamba-famba kwemweya.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    8/2021, p. 21

    Mukai!,

    3/2014, p. 11

    Nharireyomurindi,

    11/1/2006, p. 15

Muparidzi 6:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kumiririra nyaya yake pamberi peuya.”

Muparidzi 6:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “kwezvinhu.”

Muparidzi 6:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 29:15; Job 8:9; 14:1, 2; Pis 102:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/1997, p. 11

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Mup. 6:3Mup 4:2, 3
Mup. 6:5Job 3:11, 13; 14:1
Mup. 6:6Job 30:23; Mup 3:20; VaR 5:12
Mup. 6:7Ge 3:19; Zvi 16:26
Mup. 6:8Pis 49:10; Mup 2:15, 16
Mup. 6:121Mak 29:15; Job 8:9; 14:1, 2; Pis 102:11
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Muparidzi 6:1-12

Muparidzi

6 Pane rimwezve dambudziko randakaona pasi pezuva, uye rinogara richisangana nevanhu: 2 Mwari wechokwadi anopa munhu pfuma nezvinhu zvekurarama nazvo nekukudzwa, zvekuti haana chaanoshaya pazvinhu zvaanoda;* asi Mwari wechokwadi haaiti kuti afadzwe nazvo, asi anoita kuti mumwewo munhu afadzwe nazvo. Izvi hazvina zvazvinobatsira uye zvinotambudza chaizvo. 3 Kana murume akava nevana zana uye akararama kwemakore akawanda osvika pakukwegura, asi asingafadzwi* nezvinhu zvake zvakanaka asati asvika kuguva,* ndinoti mwana anozvarwa akafa ari nani kumupfuura.+ 4 Nekuti iye akauyira pasina uye akaenda murima, uye zita rake rakaputirwa murima. 5 Kunyange zvazvo asina kumboona zuva uye asina kana chaaiziva, ari nani* pane uya wekutanga.+ 6 Zvinobatsirei kurarama zviuru zvemakore zvakapetwa kaviri asi pasina mufaro? Vese havaendi kunzvimbo imwe chete here?+

7 Kushanda nesimba kwese kunoitwa nemunhu, anenge achiitira muromo wake;+ asi anongoramba achida kudya.* 8 Nekuti munhu akachenjera anopfuura benzi pachii,+ uye zvinobatsirei kana murombo achiziva zvekuita kuti ararame?* 9 Zviri nani kufadzwa nezvinoonekwa nemaziso pane kuda zvinhu zvausingakwanisi kuva nazvo.* Izviwo hazvina zvazvinobatsira, kudzingana nemhepo.

10 Chinhu chese chiripo chagara chakapiwa zita, uye zvinozivikanwa kuti munhu chii; uye haagoni kuitisana nharo neuya* ane simba kumupfuura. 11 Kuwanda kwemashoko,* ndikowo kuwanda kwekusabatsira kwawo; uye munhu angabatsirwei nawo? 12 Ndiani anoziva zvakanyatsonakira munhu kuti aite muupenyu pamazuva mashoma eupenyu hwake husina zvahunobatsira, anopfuura semumvuri?+ Nekuti ndiani angaudza munhu zvichazoitika pasi pezuva kana aenda?

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe