RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dhanieri 10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku Dhanieri

      • Dhanieri anoshanyirwa nemutumwa waMwari (1-21)

        • Mikaeri anobatsira ngirozi (13)

Dhanieri 10:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ezr 1:1, 2; Isa 45:1; Dha 1:21; 6:28
  • +Dha 1:7; 4:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” pp. 138, 141

Dhanieri 10:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 9:3

Dhanieri 10:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Hidhekeri.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 2:14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 141

Dhanieri 10:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 19:14

Dhanieri 10:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 1:16
  • +Eze 1:5, 7

Dhanieri 10:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 6:17; Mab 9:7

Dhanieri 10:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 7:28; 8:27

Dhanieri 10:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 8:18

Dhanieri 10:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:9; Zva 1:17

Dhanieri 10:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anodiwa; anoremekedzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 9:23; 10:19

Dhanieri 10:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:17
  • +Dha 9:23

Dhanieri 10:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva kuti “Ndiani Akaita saMwari?”

  • *

    Kana kuti “muchinda ane chinzvimbo chepamusoro.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaE 6:12
  • +Dha 10:21; 12:1; Jud 9; Zva 12:7, 8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/2011, pp. 7-8

Dhanieri 10:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 2:28
  • +Dha 8:17, 26; 12:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2020, p. 3

Dhanieri 10:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 6:7; Jer 1:9
  • +Dha 10:8

Dhanieri 10:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Vat 6:22
  • +Isa 6:5

Dhanieri 10:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:10

Dhanieri 10:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anodiwa; anoremekedzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zva 1:17
  • +Dha 9:22, 23; 10:11
  • +Vat 6:23

Dhanieri 10:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:13

Dhanieri 10:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 10:13; Jud 9; Zva 12:7, 8
  • +Dha 12:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Dhan. 10:1Ezr 1:1, 2; Isa 45:1; Dha 1:21; 6:28
Dhan. 10:1Dha 1:7; 4:8
Dhan. 10:2Dha 9:3
Dhan. 10:4Ge 2:14
Dhan. 10:5Zva 19:14
Dhan. 10:6Eze 1:16
Dhan. 10:6Eze 1:5, 7
Dhan. 10:72Mad 6:17; Mab 9:7
Dhan. 10:8Dha 7:28; 8:27
Dhan. 10:9Dha 8:18
Dhan. 10:10Jer 1:9; Zva 1:17
Dhan. 10:11Dha 9:23; 10:19
Dhan. 10:12Zva 1:17
Dhan. 10:12Dha 9:23
Dhan. 10:13VaE 6:12
Dhan. 10:13Dha 10:21; 12:1; Jud 9; Zva 12:7, 8
Dhan. 10:14Dha 2:28
Dhan. 10:14Dha 8:17, 26; 12:4
Dhan. 10:16Isa 6:7; Jer 1:9
Dhan. 10:16Dha 10:8
Dhan. 10:17Vat 6:22
Dhan. 10:17Isa 6:5
Dhan. 10:18Dha 10:10
Dhan. 10:19Zva 1:17
Dhan. 10:19Dha 9:22, 23; 10:11
Dhan. 10:19Vat 6:23
Dhan. 10:20Dha 10:13
Dhan. 10:21Dha 10:13; Jud 9; Zva 12:7, 8
Dhan. 10:21Dha 12:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Dhanieri 10:1-21

Dhanieri

10 Mugore rechitatu raMambo Koreshi+ wePezhiya pane zvinhu zvakaratidzwa Dhanieri, uyo aishevedzwa kuti Bheteshazari.+ Mashoko acho aiva echokwadi, uye akanga ari ekurwisana kukuru. Akanzwisisa mashoko acho, uye akabatsirwa kunzwisisa zvinhu zvaakanga aona.

2 Mazuva iwayo, ini Dhanieri ndakanga ndava nemavhiki matatu azere ndichichema.+ 3 Handina kudya zvekudya zvakanaka, uye hapana nyama kana waini yakapinda mukanwa mangu, uye handina kuzora mafuta kwemavhiki matatu azere. 4 Pazuva rechi24 remwedzi wekutanga, pandaiva pamahombekombe erwizi rukuru runonzi Tigirisi,*+ 5 ndakatarisa ndikaona mumwe murume akanga akapfeka nguo yejira,+ akasunga bhandi regoridhe rekuUfazi muchiuno. 6 Muviri wake wakanga wakaita sedombo rekrisoriti,+ uye chiso chake chakanga chakaita semheni, maziso ake akanga akaita semwenje iri kubvira, maoko ake netsoka dzake zvaiita semhangura yakapenyeswa,+ uye inzwi rake raiita semanzwi evanhu vazhinji. 7 Ini Dhanieri ndini chete ndakaona chiratidzo chacho; varume vandaiva navo havana kuchiona.+ Zvisinei, vakatya kwazvo, vakatiza vakanohwanda.

8 Ndakabva ndasara ndiri ndega, uye pandakaona chiratidzo ichi chikuru, ndakapera simba, chiso changu chikachinja, uye ndakasara ndati rukutu.+ 9 Ndakatanga kunzwa achitaura; asi pandakanzwa achitaura, ndakabatwa nehope huru, chiso changu chakatarisa pasi.+ 10 Asi pane ruoko rwakabva rwandibata,+ rukandizunguza kuti ndimuke. Ndakabva ndapfugama ndakabatirira pasi. 11 Akabva ati kwandiri:

“Dhanieri, iwe murume anokosha* chaizvo,+ teerera mashoko andava kuda kukuudza. Saka simuka, nekuti ndatumwa kwauri.”

Paakataura izvozvo, ndakasimuka ndichidedera.

12 Akabva ati kwandiri: “Usatya hako+ Dhanieri. Mashoko ako akanzwiwa kubvira pazuva rekutanga rawakazvipira kuti unzwisise uye kuti uzvininipise pamberi paMwari wako, uye mashoko ako ndiwo aita kuti ndiuye.+ 13 Asi muchinda+ weumambo hwePezhiya akandirwisa kwemazuva 21. Zvisinei, Mikaeri,*+ mumwe wemachinda makuru,* akauya kuzondibatsira; uye ndakaramba ndiri ikoko nemadzimambo ePezhiya. 14 Ndauya kuzoita kuti unzwisise zvichaitika kuvanhu vekwako mumazuva ekupedzisira,+ nekuti chiratidzo chacho ndechemazuva ari mberi.”+

15 Paakandiudza mashoko iwayo, ndakatarisa pasi ndikatadza kutaura. 16 Mumwe akanga akaita semunhu akabva abata muromo wangu,+ ndikashama muromo wangu ndikati kune uya akanga amire pamberi pangu: “Ishe wangu, chiratidzo chandaona chiri kundidederesa, uye handina simba.+ 17 Saka ini muranda wenyu ndingataura sei nemi ishe wangu?+ Nekuti iye zvino handina simba uye handisisina mweya wekufema.”+

18 Uya akanga akaita semunhu akandibatazve, akandisimbisa.+ 19 Akabva ati: “Usatya+ iwe murume anokosha* chaizvo.+ Iva nerugare.+ Iva nesimba; simba.” Paaitaura neni ndakava nesimba ndichibva ndati: “Taurai ishe wangu, nekuti mandisimbisa.”

20 Akabva ati: “Unoziva here kuti ndauyirei kwauri? Iye zvino ndichadzokera kunorwa nemuchinda wePezhiya.+ Pandichaenda, muchinda wekuGirisi achauyawo. 21 Zvisinei, ndichakuudza zvinhu zviri muzvinyorwa zvechokwadi. Hapana mumwe anonditsigira zvakasimba pazvinhu izvi kunze kwaMikaeri,+ muchinda wenyu.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe