RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 2 Madzimambo 21
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra2 Madzimambo

      • Manase, mambo weJudha; kudeura ropa kwaakaita (1-18)

        • Jerusarema richaparadzwa (12-15)

      • Amone, mambo weJudha (19-26)

2 Madzimambo 21:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 3:13; Mt 1:10
  • +2Mak 33:1

2 Madzimambo 21:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 12:30, 31; 2Mak 36:14; Eze 16:51
  • +2Mak 33:2-6

2 Madzimambo 21:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 18:1, 4
  • +2Mad 23:4
  • +1Mad 16:30, 32
  • +Dhe 4:19

2 Madzimambo 21:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:34
  • +Dhe 12:5; 2Sa 7:12, 13; 1Mad 8:29; 9:3

2 Madzimambo 21:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 8:16
  • +1Mad 6:36; 7:12

2 Madzimambo 21:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 19:26
  • +Re 20:27; Dhe 18:10, 11

2 Madzimambo 21:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:6
  • +2Mak 33:7-9

2 Madzimambo 21:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 17:9
  • +Dhe 28:1

2 Madzimambo 21:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 7:1

2 Madzimambo 21:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:10; 36:15, 16; Jer 7:25; Mt 23:37

2 Madzimambo 21:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    Shoko racho rechiHebheru rinogona kunge richireva zvakafanana neshoko rinoshandurwa kuti “ndove” uye rinoshandiswa pakuzvidza.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 15:16
  • +Re 18:24, 25; 2Mad 23:26; 24:3; Jer 15:4

2 Madzimambo 21:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 22:16, 17; Mik 3:12
  • +Jer 19:3

2 Madzimambo 21:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Tambo iyi yaishandiswa kuvaka mudhuri wakatwasuka.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 28:17; Mari 2:8
  • +2Mad 17:6; Eze 23:33
  • +1Mad 21:21; 2Mad 10:11
  • +Jer 25:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Zvakazarurwa, p. 162

2 Madzimambo 21:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:9; 2Mad 17:18
  • +Re 26:25; Dhe 28:63

2 Madzimambo 21:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 9:21; 31:29; Vat 2:11, 13

2 Madzimambo 21:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:3, 4; Jer 2:34; Mt 23:30; VaH 11:37

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    “Rugwaro Rwose,” p. 74

2 Madzimambo 21:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:23, 26

2 Madzimambo 21:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Mt 1:10
  • +2Mak 33:21

2 Madzimambo 21:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:22, 23

2 Madzimambo 21:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:1, 3

2 Madzimambo 21:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 22:16, 17; Jer 2:13

2 Madzimambo 21:24

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mak 33:25

2 Madzimambo 21:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 21:18
  • +Mt 1:10

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

2 Madz. 21:11Mak 3:13; Mt 1:10
2 Madz. 21:12Mak 33:1
2 Madz. 21:2Dhe 12:30, 31; 2Mak 36:14; Eze 16:51
2 Madz. 21:22Mak 33:2-6
2 Madz. 21:32Mad 18:1, 4
2 Madz. 21:32Mad 23:4
2 Madz. 21:31Mad 16:30, 32
2 Madz. 21:3Dhe 4:19
2 Madz. 21:4Jer 32:34
2 Madz. 21:4Dhe 12:5; 2Sa 7:12, 13; 1Mad 8:29; 9:3
2 Madz. 21:5Eze 8:16
2 Madz. 21:51Mad 6:36; 7:12
2 Madz. 21:6Re 19:26
2 Madz. 21:6Re 20:27; Dhe 18:10, 11
2 Madz. 21:72Mad 23:6
2 Madz. 21:72Mak 33:7-9
2 Madz. 21:81Mak 17:9
2 Madz. 21:8Dhe 28:1
2 Madz. 21:9Dhe 7:1
2 Madz. 21:102Mak 33:10; 36:15, 16; Jer 7:25; Mt 23:37
2 Madz. 21:11Ge 15:16
2 Madz. 21:11Re 18:24, 25; 2Mad 23:26; 24:3; Jer 15:4
2 Madz. 21:122Mad 22:16, 17; Mik 3:12
2 Madz. 21:12Jer 19:3
2 Madz. 21:13Isa 28:17; Mari 2:8
2 Madz. 21:132Mad 17:6; Eze 23:33
2 Madz. 21:131Mad 21:21; 2Mad 10:11
2 Madz. 21:13Jer 25:9
2 Madz. 21:14Dhe 32:9; 2Mad 17:18
2 Madz. 21:14Re 26:25; Dhe 28:63
2 Madz. 21:15Dhe 9:21; 31:29; Vat 2:11, 13
2 Madz. 21:162Mad 24:3, 4; Jer 2:34; Mt 23:30; VaH 11:37
2 Madz. 21:182Mad 21:23, 26
2 Madz. 21:19Mt 1:10
2 Madz. 21:192Mak 33:21
2 Madz. 21:202Mak 33:22, 23
2 Madz. 21:212Mad 21:1, 3
2 Madz. 21:222Mad 22:16, 17; Jer 2:13
2 Madz. 21:242Mak 33:25
2 Madz. 21:262Mad 21:18
2 Madz. 21:26Mt 1:10
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
2 Madzimambo 21:1-26

Bhuku Rechipiri reMadzimambo

21 Manase+ aiva nemakore 12 paakava mambo, uye akatonga kwemakore 55 muJerusarema.+ Amai vake vainzi Hefizibha. 2 Akaita zvakaipa pamberi paJehovha, achitevedzera zvinhu zvinosemesa zvaiitwa nemarudzi+ akanga adzingwa naJehovha pamberi pevaIsraeri.+ 3 Akavakazve nzvimbo dzakakwirira dzakanga dzaparadzwa nababa vake Hezekiya,+ uye akavakira Bhaari atari, akagadzira bango rinoyera,*+ sezvakanga zvaitwa naAhabhi mambo weIsraeri.+ Uye akapfugamira uto rese rekudenga achirishumira.+ 4 Anewo atari dzaakavaka muimba yaJehovha,+ makanga manzi naJehovha: “Ndichaisa zita rangu muJerusarema.”+ 5 Akavakawo atari dzeuto rese rekudenga+ muzvivanze zviviri zveimba yaJehovha.+ 6 Akaitawo kuti mwanakomana wake apfuure nemumoto; aiita zvemashiripiti, aitenda mashura,+ uye akagadza masvikiro nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji chaizvo pamberi paJehovha, achimugumbura.

7 Akatora mufananidzo wakavezwa webango rinoyera*+ waakagadzira akauisa muimba yakanga yanzi naJehovha kuna Dhavhidhi uye kumwanakomana wake Soromoni: “Ndichaisa zita rangu nekusingaperi muimba iyi nemuJerusarema, iro guta randakasarudza pamadzinza ese aIsraeri.+ 8 Handichazoitizve kuti tsoka dzevaIsraeri dzidzungaire dzichibva panyika yandakapa madzitateguru avo,+ kana vakangochenjerera kuita zvese zvandakavarayira,+ Mutemo wese wavakarayirwa nemuranda wangu Mozisi kuti vatevedzere.” 9 Asi havana kuteerera, uye Manase akaramba achivatsausa, achiita kuti vaite zvakaipa kupfuura marudzi akanga aparadzwa naJehovha pamberi pevaIsraeri.+

10 Jehovha akaramba achitaura achishandisa varanda vake vaprofita,+ achiti: 11 “Manase mambo weJudha aita zvinhu zvese izvi zvinosemesa; aita zvakaipa kupfuura vaAmori+ vese vakamutangira,+ uye aita kuti vaJudha vatadze nezvidhori zvake zvinosemesa.* 12 Saka zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndiri kuunza dambudziko paJerusarema+ neJudha, richaita kuti nzeve dzemunhu wese anorinzwa dziunge.+ 13 Ndichatambanudzira Jerusarema tambo yekuyeresa+ yakashandisirwa Samariya+ uye ndichashandisa tambo yekururamisa* yakashandisirwa imba yaAhabhi,+ uye ndichapukuta Jerusarema rosara rachena sezvinoita munhu anopukuta ndiro, anoipukuta obva aikwidibira.+ 14 Ndichasiya vaya vakasara panhaka yangu+ ndovaisa mumaoko evavengi vavo, uye vachatapwa vopambwa nevavengi vavo vese,+ 15 nekuti vakaita zvakaipa pamberi pangu uye vakaramba vachindigumbura kubvira pazuva rakabuda madzitateguru avo muIjipiti kusvikira nhasi.’”+

16 Manase akadeurawo ropa risina mhosva rakawanda chaizvo kusvikira razara muJerusarema kubva kwarinotangira kusvika kwarinoperera,+ tisingabatanidzi chivi chake chaakakonzera kuti vaJudha vaite, pavakaita zvakaipa pamberi paJehovha. 17 Kana iri nhoroondo yese yaManase nezvese zvaakaita uye zvivi zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eJudha? 18 Manase akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waAza;+ uye mwanakomana wake Amone akava mambo panzvimbo yake.

19 Amone+ aiva nemakore 22 paakava mambo, uye akatonga kwemakore maviri muJerusarema.+ Amai vake vainzi Meshuremeti mwanasikana waHaruzi wekuJotbha. 20 Akaramba achiita zvakaipa pamberi paJehovha, sezvakanga zvaitwa nababa vake Manase.+ 21 Akaramba achifamba munzira dzese dzakafambwa nababa vake, uye akaramba achishumira zvidhori zvaisemesa zvakanga zvashumirwa nababa vake, achizvipfugamira.+ 22 Saka akasiya Jehovha Mwari wemadzitateguru ake, uye haana kufamba munzira yaJehovha.+ 23 Varanda vaAmone vakazomupandukira, vakaurayira mambo mumba make. 24 Asi vanhu vemunyika yacho vakauraya vese vakapandukira Mambo Amone vachibva vagadza mwanakomana wake Josiya kuti ave mambo panzvimbo yake.+ 25 Kana iri nhoroondo yese yaAmone, zvinhu zvaakaita, hazvina kunyorwa here mubhuku renhoroondo yenguva yemadzimambo eJudha? 26 Saka vakamuviga muguva rake mumunda waAza,+ uye mwanakomana wake Josiya+ akava mambo panzvimbo yake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe