RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 27
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Joko reBhabhironi (1-11)

      • Zedhekiya anoudzwa kuti azviise pasi peBhabhironi (12-22)

Jeremiya 27:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 27

Jeremiya 27:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 25:12, 13; Obh 1
  • +Jer 48:1; Eze 25:8, 9
  • +Jer 49:1, 2; Eze 25:2
  • +Isa 23:1; Jer 47:4; Eze 26:3
  • +Isa 23:4; Eze 28:21; Joe 3:4

Jeremiya 27:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kune akakodzera mumaziso angu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dha 4:17

Jeremiya 27:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 25:9; 28:14; 43:10; Dha 2:37, 38

Jeremiya 27:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 137:8; Jer 50:14, 27; Dha 5:26, 30
  • +Jer 25:12, 14; 51:11

Jeremiya 27:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nechirwere.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 26:7, 8

Jeremiya 27:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “ruzorore.”

Jeremiya 27:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:17; 1Mak 3:15; Jer 37:1
  • +Jer 38:2, 20

Jeremiya 27:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:7
  • +2Mad 25:3
  • +Jer 21:9; Eze 14:21

Jeremiya 27:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 28:1, 2, 11; 37:19
  • +Jer 14:14; 23:21; 28:15; 29:8, 9; Eze 13:6

Jeremiya 27:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 20:6; 29:21; Eze 13:3

Jeremiya 27:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:11, 13; 2Mak 36:7; Jer 28:1-3; Dha 1:1, 2
  • +Jer 14:13

Jeremiya 27:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 27:11; 38:17

Jeremiya 27:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemumuzinda wamambo.”

Jeremiya 27:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, Dziva remhangura repatemberi.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 7:15; 2Mad 25:17; 2Mak 4:11, 12; Jer 52:21
  • +1Mad 7:23
  • +1Mad 7:27; 2Mad 25:16; 2Mak 4:11, 14

Jeremiya 27:20

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:14, 15; 2Mak 36:10; Jer 24:1; Dha 1:2, 3

Jeremiya 27:21

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemumuzinda wamambo.”

Jeremiya 27:22

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:13, 14; 2Mak 36:18; Jer 52:17, 18; Dha 5:3
  • +Ezr 1:7; 5:14

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 27:3Eze 25:12, 13; Obh 1
Jer. 27:3Jer 48:1; Eze 25:8, 9
Jer. 27:3Jer 49:1, 2; Eze 25:2
Jer. 27:3Isa 23:1; Jer 47:4; Eze 26:3
Jer. 27:3Isa 23:4; Eze 28:21; Joe 3:4
Jer. 27:5Dha 4:17
Jer. 27:6Jer 25:9; 28:14; 43:10; Dha 2:37, 38
Jer. 27:7Pis 137:8; Jer 50:14, 27; Dha 5:26, 30
Jer. 27:7Jer 25:12, 14; 51:11
Jer. 27:8Eze 26:7, 8
Jer. 27:122Mad 24:17; 1Mak 3:15; Jer 37:1
Jer. 27:12Jer 38:2, 20
Jer. 27:132Mad 25:7
Jer. 27:132Mad 25:3
Jer. 27:13Jer 21:9; Eze 14:21
Jer. 27:14Jer 28:1, 2, 11; 37:19
Jer. 27:14Jer 14:14; 23:21; 28:15; 29:8, 9; Eze 13:6
Jer. 27:15Jer 20:6; 29:21; Eze 13:3
Jer. 27:162Mad 24:11, 13; 2Mak 36:7; Jer 28:1-3; Dha 1:1, 2
Jer. 27:16Jer 14:13
Jer. 27:17Jer 27:11; 38:17
Jer. 27:191Mad 7:15; 2Mad 25:17; 2Mak 4:11, 12; Jer 52:21
Jer. 27:191Mad 7:23
Jer. 27:191Mad 7:27; 2Mad 25:16; 2Mak 4:11, 14
Jer. 27:202Mad 24:14, 15; 2Mak 36:10; Jer 24:1; Dha 1:2, 3
Jer. 27:222Mad 25:13, 14; 2Mak 36:18; Jer 52:17, 18; Dha 5:3
Jer. 27:22Ezr 1:7; 5:14
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 27:1-22

Jeremiya

27 Panguva yakatanga kutonga Jehoyakimu mwanakomana waJosiya, mambo weJudha, shoko iri rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha: 2 “Jehovha andiudza kuti, ‘Gadzira zvitorobho nemajoko, uzviise pamutsipa wako. 3 Ubve wazvitumira kuna mambo weEdhomu,+ mambo weMoabhi,+ mambo wevaAmoni,+ mambo weTire,+ uye kuna mambo weSidhoni+ neruoko rwenhume dzauya kuJerusarema kuna Mambo Zedhekiya weJudha. 4 Uvape murayiro uyu wekunoudza vanatenzi vavo:

“‘“Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri; muti kuna vanatenzi venyu, 5 ‘Ndini ndakasika nyika, vanhu, nemhuka zviri panyika nesimba rangu guru uye neruoko rwangu rwakatambanudzwa; uye ndakaipa chero munhu wandaida.*+ 6 Zvino ini ndaisa nyika idzi dzese muruoko rwemushumiri wangu Mambo Nebhukadhinezari+ weBhabhironi; uye ndamupawo kunyange mhuka dzesango kuti dzive pasi pake. 7 Marudzi ese achava pasi pake, iye nemwanakomana wake nemuzukuru wake kusvikira nguva yenyika yake yasvika,+ marudzi mazhinji nemadzimambo makuru paachamuita muranda wawo.’+

8 “‘“‘Kana pakava nerudzi kana umambo hunoramba kuzviisa pasi paMambo Nebhukadhinezari weBhabhironi uye hunoramba kuisa mutsipa wahwo pasi pejoko ramambo weBhabhironi, ndicharanga rudzi irworwo nebakatwa,+ nenzara, nedenda,’* ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘kusvikira ndavapedza neruoko rwake.’

9 “‘“‘Saka musateerera vaprofita venyu, nevanhu venyu vanofembera, varoti venyu, nevanokuitirai zvemashiripiti, nevaroyi venyu, vari kuti kwamuri: “Hamuzovi pasi pamambo weBhabhironi.” 10 Nekuti vari kukuprofitirai nhema, kuti muendeswe kure kure nenyika yenyu uye ini ndichakuparadzirai uye muchapera mese.

11 “‘“‘Asi rudzi runoisa mutsipa warwo pasi pejoko ramambo weBhabhironi, rwova pasi pake, ndichaita kuti rurambe ruri* munyika yarwo,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘kuti ruirime nekugara mairi.’”’”

12 Ndakataurawo saizvozvo kuna Mambo Zedhekiya+ weJudha, ndichiti: “Isai mitsipa yenyu pasi pejoko ramambo weBhabhironi mumushandire iye nevanhu vake, uye mucharamba muchirarama.+ 13 Imi nevanhu venyu munodirei kufa nebakatwa,+ nenzara,+ uye nedenda+ sezvataurwa naJehovha pamusoro perudzi rusingazozviisi pasi pamambo weBhabhironi? 14 Musateerera mashoko evaprofita vari kuti kwamuri, ‘Hamuzovi pasi pamambo weBhabhironi,’+ nekuti vari kukuprofitirai nhema.+

15 “‘Nekuti handina kuvatuma,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘asi vari kuprofita nhema muzita rangu, izvo zvichaita kuti ndikuparadzirei uye muchapera mese, imi nevaprofita vari kukuprofitirai.’”+

16 Uye ndakati kuvapristi nevanhu ava vese: “Zvanzi naJehovha, ‘Musateerera mashoko evaprofita venyu vari kukuprofitirai, vachiti: “Inzwai! Pasina nguva midziyo yeimba yaJehovha ichadzoswa kubva kuBhabhironi!”+ nekuti vari kukuprofitirai nhema.+ 17 Musavateerera. Zviisei pasi pamambo weBhabhironi uye mucharamba muchirarama.+ Munodirei kuti guta rino riitwe dongo? 18 Asi kana ivo vari vaprofita uye kana shoko raJehovha riri pavari, ndapota ngavateterere Jehovha wemauto kuti midziyo yakasara muimba yaJehovha, nemuimba yamambo* weJudha, nemuJerusarema irege kuendeswa kuBhabhironi.’

19 “Nekuti zvanzi naJehovha wemauto pamusoro pembiru,+ neDziva,*+ nezvingoro,+ nemidziyo yakasara muguta rino, 20 isina kutorwa naMambo Nebhukadhinezari weBhabhironi paakatapa Jekoniya mwanakomana waJehoyakimu, mambo weJudha, kubva muJerusarema achimuendesa kuBhabhironi, pamwe chete nevakuru vakuru vese veJudha neJerusarema;+ 21 chokwadi zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri, pamusoro pemidziyo yakasara paimba yaJehovha, nemuimba yamambo* weJudha, uye muJerusarema: 22 ‘“Ichaendeswa kuBhabhironi+ uye icharamba iri ikoko kusvikira pazuva randichafunga nezvayo,” ndizvo zvinotaurwa naJehovha. “Ndichabva ndaidzosa, ndoidzorera munzvimbo ino.”’”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe