RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 36
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Jeremiya anotaura mashoko achinyorwa mugwaro (1-7)

      • Bharuki anoverenga gwaro zvinonzwika (8-19)

      • Jehoyakimu anopisa gwaro racho (20-26)

      • Mashoko acho anonyorwazve (27-32)

Jeremiya 36:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:36; Jer 25:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 17

Jeremiya 36:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 4:16; 32:30
  • +Jer 1:5; 25:9
  • +Jer 1:1, 2; 25:3

Jeremiya 36:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 55:7; Eze 33:11; Mik 7:18

Jeremiya 36:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:12; 45:2-5
  • +Jer 45:1

Jeremiya 36:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 17

Jeremiya 36:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 7:1, 2

Jeremiya 36:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 23:36
  • +2Mak 20:2, 3; Es 4:15, 16

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 17

Jeremiya 36:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:25
  • +2Mad 22:8; 2Mak 34:20, 21; Jer 26:24; 39:13, 14; Eze 8:11
  • +Jer 26:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, pp. 16-17

Jeremiya 36:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kumuzinda wamambo.”

  • *

    Kana kuti “Vakuru vese vemumuzinda vakanga vakagara.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:20
  • +Jer 36:25
  • +2Mad 22:14; Jer 26:22

Jeremiya 36:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:26

Jeremiya 36:21

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:14

Jeremiya 36:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kutanga pakati paNovember kusvika pakati paDecember. Ona Mashoko Ekuwedzera B15.

Jeremiya 36:25

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:8
  • +Jer 36:12
  • +Jer 36:10

Jeremiya 36:26

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:19

Jeremiya 36:27

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:2

Jeremiya 36:28

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:23

Jeremiya 36:29

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 25:8, 9

Jeremiya 36:30

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 24:6, 8, 15; 2Mak 36:9, 10; Jer 22:24, 30
  • +Jer 22:18, 19

Jeremiya 36:31

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:15; Jer 19:15
  • +2Mak 36:15, 16

Jeremiya 36:32

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:2, 4
  • +Jer 36:23

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, pp. 104-105

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 16

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 36:12Mad 23:36; Jer 25:1
Jer. 36:2Jer 4:16; 32:30
Jer. 36:2Jer 1:5; 25:9
Jer. 36:2Jer 1:1, 2; 25:3
Jer. 36:3Isa 55:7; Eze 33:11; Mik 7:18
Jer. 36:4Jer 32:12; 45:2-5
Jer. 36:4Jer 45:1
Jer. 36:8Jer 7:1, 2
Jer. 36:92Mad 23:36
Jer. 36:92Mak 20:2, 3; Es 4:15, 16
Jer. 36:10Jer 36:25
Jer. 36:102Mad 22:8; 2Mak 34:20, 21; Jer 26:24; 39:13, 14; Eze 8:11
Jer. 36:10Jer 26:10
Jer. 36:12Jer 36:20
Jer. 36:12Jer 36:25
Jer. 36:122Mad 22:14; Jer 26:22
Jer. 36:19Jer 36:26
Jer. 36:21Jer 36:14
Jer. 36:252Mad 24:8
Jer. 36:25Jer 36:12
Jer. 36:25Jer 36:10
Jer. 36:26Jer 1:19
Jer. 36:27Jer 36:2
Jer. 36:28Jer 36:23
Jer. 36:29Jer 25:8, 9
Jer. 36:302Mad 24:6, 8, 15; 2Mak 36:9, 10; Jer 22:24, 30
Jer. 36:30Jer 22:18, 19
Jer. 36:31Dhe 28:15; Jer 19:15
Jer. 36:312Mak 36:15, 16
Jer. 36:32Jer 36:2, 4
Jer. 36:32Jer 36:23
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
  • 25
  • 26
  • 27
  • 28
  • 29
  • 30
  • 31
  • 32
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 36:1-32

Jeremiya

36 Mugore rechina raJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo weJudha, shoko iri rakauya kuna Jeremiya richibva kuna Jehovha, richiti: 2 “Tora gwaro* unyore mashoko ese andakakuudza pamusoro peIsraeri neJudha+ nemarudzi ese,+ kubvira pazuva randakatanga kutaura newe pamazuva aJosiya kusvikira nhasi.+ 3 Zvichida veimba yaJudha pavachanzwa nezvedambudziko rese randiri kuda kuvaunzira, vachatendeuka panzira dzavo dzakaipa, kuti ndivaregerere kukanganisa kwavo nechivi chavo.”+

4 Jeremiya akabva ashevedza Bharuki+ mwanakomana waNeriya, uye Jeremiya akataura mashoko ese aakanga audzwa naJehovha, Bharuki achianyora mugwaro racho.+ 5 Jeremiya akabva arayira Bharuki achiti: “Ini ndakavharirwa uye handigoni kupinda muimba yaJehovha. 6 Saka iwe ndiwe unofanira kupinda, woverenga zvinonzwika mashoko aJehovha awakanyora mugwaro ndichikuudza. Averenge vanhu vanenge vari paimba yaJehovha pazuva rekutsanya vachinzwa; izvi zvichaita kuti vanhu vese veJudha vari kuuya kubva kumaguta avo vaanzwe. 7 Zvichida chikumbiro chavo chekunzwirwa nyasha chichasvika kuna Jehovha, uye mumwe nemumwe achatendeuka panzira dzake dzakaipa, nekuti pane kutsamwa kukuru nehasha zvataurwa naJehovha kuti zvichauya pavanhu ava.”

8 Saka Bharuki mwanakomana waNeriya akaita zvese zvaakanga arayirwa nemuprofita Jeremiya; akaverenga gwaro raiva nemashoko aJehovha zvinonzwika ari paimba yaJehovha.+

9 Mugore rechishanu raJehoyakimu+ mwanakomana waJosiya, mambo weJudha, mumwedzi wechi9, vanhu vese vaiva muJerusarema nevanhu vese vakauya muJerusarema vachibva kumaguta eJudha vakazivisa kuti vanhu vatsanye pamberi paJehovha.+ 10 Bharuki akabva averenga zvinonzwika gwaro raiva nemashoko aJeremiya paimba yaJehovha, muimba yaGemariya+ mwanakomana wemunyori Shafani,+ pachivanze chekumusoro, pagedhi idzva reimba yaJehovha,+ vanhu vese vachinzwa.

11 Mikaya mwanakomana waGemariya mwanakomana waShafani paakanzwa mashoko ese aJehovha aiva mugwaro racho, 12 akadzika kuimba yamambo,* kuimba yemunyori. Machinda ese akanga akagara* ikoko: munyori Erishama,+ naDheraya mwanakomana waShemaya, naErinatani+ mwanakomana waAkibhori,+ naGemariya mwanakomana waShafani, naZedhekiya mwanakomana waHananiya, nemamwe machinda ese. 13 Mikaya akavaudza mashoko ese aakanga anzwa, Bharuki paakaverenga gwaro racho vanhu vese vachinzwa.

14 Machinda ese akabva atuma Jehudhai mwanakomana waNetaniya mwanakomana waSheremiya mwanakomana waKushai kuna Bharuki, achiti: “Uya negwaro rawaverenga vanhu vachinzwa.” Bharuki mwanakomana waNeriya akapinda mavaiva akabata gwaro racho. 15 Vakati kwaari: “Tapota, gara pasi utiverengere.” Saka Bharuki akavaverengera gwaro racho.

16 Pavakangonzwa mashoko acho ese, vakatarisana vachitya, uye vakati kuna Bharuki: “Tinotofanira kuudza mambo mashoko aya ese.” 17 Uye vakabvunza Bharuki kuti: “Tapota tiudze kuti wakanyora sei mashoko ese aya. Ndiye aikuudza here?” 18 Bharuki akavapindura kuti: “Ndiye akandiudza mashoko ese aya, uye ndakaanyora mugwaro iri neingi.” 19 Machinda acho akati kuna Bharuki: “Endai munohwanda, iwe naJeremiya, uye ngaparege kuva nemunhu anoziva kwamunenge muri.”+

20 Vakabva vapinda maiva namambo, muchivanze, vakaisa gwaro racho muimba yemunyori Erishama, uye vakaudza mambo zvese zvavakanga vanzwa.

21 Saka mambo akatuma Jehudhai+ kuti anotora gwaro racho, uye akanoritora muimba yemunyori Erishama. Jehudhai akatanga kuriverengera mambo nemachinda ese akanga amire pedyo namambo. 22 Mambo akanga agere muimba yenguva yechando, mumwedzi wechi9,* mbaura ichipfuta pamberi pake. 23 Jehudhai paaipedza kuverenga zvikamu zvitatu kana zvina, mambo aibva acheka paverengwa pacho nebanga remunyori, okanda mumoto waiva mumbaura, kusvika gwaro racho rese raperera mumoto waiva mumbaura. 24 Mambo nevashandi vake vese avo vainge vanzwa mashoko ese aya, havana kutya kana kubvarura nguo dzavo. 25 Kunyange zvazvo Erinatani+ naDheraya+ naGemariya+ vakateterera mambo kuti arege kupisa gwaro racho, haana kuvateerera. 26 Mambo akarayirawo Jerameeri mwanakomana wamambo, Seraya mwanakomana waAzrieri, naSheremiya mwanakomana waAbdheeri kuti vanobata munyori Bharuki nemuprofita Jeremiya, asi Jehovha akaramba akavavanza.+

27 Pashure pekunge mambo apisa gwaro raiva nemashoko akanga anyorwa naBharuki achiudzwa naJeremiya, shoko raJehovha rakauyazve kuna Jeremiya,+ richiti: 28 “Tora rimwe gwaro unyore mashoko ese aiva mugwaro rekutanga rakapiswa naMambo Jehoyakimu weJudha.+ 29 Uye uti kuna Mambo Jehoyakimu weJudha, ‘Zvanzi naJehovha: “Wakapisa gwaro iri, ukati, ‘Wakarinyorerei kuti: “Mambo weBhabhironi achatouya kuzoparadza nyika ino, oita kuti isare isina munhu kana mhuka”?’+ 30 Saka zvanzi naJehovha kuna Mambo Jehoyakimu weJudha, ‘Haazovi nemunhu anogara pachigaro cheumambo chaDhavhidhi,+ uye chitunha chake chichangosiyiwa chichitsva nezuva masikati uye chichioma nechando usiku.+ 31 Ndichaita kuti iye nevazukuru* vake nevashandi vake vazvidavirire kukanganisa kwavo, uye ndichaunza pavari uye pavagari vemuJerusarema nepavarume veJudha dambudziko rese randakataura kuti richauya pavari,+ ivo vakasateerera.’”’”+

32 Jeremiya akabva atora rimwe gwaro akaripa munyori Bharuki mwanakomana waNeriya,+ uyo akanyora achiudzwa naJeremiya mashoko ese aiva mugwaro rakanga rapiswa naMambo Jehoyakimu weJudha.+ Uye pakawedzerwa mamwe mashoko akawanda akaita saiwayo.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe