RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 39
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Jerusarema rinoparadzwa (1-10)

        • Zedhekiya anotiza, obatwa (4-7)

      • Jeremiya anochengetwa (11-14)

      • Ebhedhi-mereki achaponeswa (15-18)

Jeremiya 39:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:1, 2; Jer 52:4, 5; Eze 24:1, 2

Jeremiya 39:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:3, 4; Jer 52:6, 7; Eze 33:21

Jeremiya 39:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Nerigari-sharezeri, Samgari-nebho, Sasekimu, Rabsarisi,” maererano nekupatsanurwa kwakaitwa mashoko aya mune zvimwe zvinyorwa zvechiHebheru.

  • *

    Kana kuti “mukuru wevanoita zvemashiripiti (wevazivi venyeredzi).”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 1:15

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Mukai!,

    7/2009, p. 22

Jeremiya 39:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 28:25
  • +2Mad 25:4-7; Jer 52:7-11

Jeremiya 39:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:4; 38:18
  • +2Mad 23:31, 33
  • +2Mad 17:24

Jeremiya 39:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 21:7; 34:18-20

Jeremiya 39:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eze 12:13

Jeremiya 39:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “muzinda wamambo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 5:9; Jer 38:18
  • +2Mad 25:9-11; 2Mak 36:17, 19; Ne 1:3; Jer 52:13-15

Jeremiya 39:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:20; Jer 40:1; 52:12

Jeremiya 39:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nemabasa ekumanikidzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 25:12; Jer 52:16

Jeremiya 39:11

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Jeremiya 39:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 40:2, 4

Jeremiya 39:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mutungamiriri wevakuru vemumuzinda.”

  • *

    Kana kuti “mukuru wevanoita zvemashiripiti (wevazivi venyeredzi).”

Jeremiya 39:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 38:28
  • +2Mad 25:22; Jer 40:5; 41:2
  • +2Mak 34:20, 21; Jer 26:24
  • +2Mad 22:8

Jeremiya 39:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 32:2; 37:21

Jeremiya 39:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 38:7

Jeremiya 39:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2012, p. 31

    Kupukunyuka, pp. 178-179

Jeremiya 39:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya wako.”

  • *

    Kana kuti “Uchaponesa upenyu hwako.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 45:2, 5
  • +Pis 37:39, 40; Jer 17:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    5/1/2012, p. 31

    Kupukunyuka, pp. 178-179

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 39:12Mad 25:1, 2; Jer 52:4, 5; Eze 24:1, 2
Jer. 39:22Mad 25:3, 4; Jer 52:6, 7; Eze 33:21
Jer. 39:3Jer 1:15
Jer. 39:4Dhe 28:25
Jer. 39:42Mad 25:4-7; Jer 52:7-11
Jer. 39:5Jer 32:4; 38:18
Jer. 39:52Mad 23:31, 33
Jer. 39:52Mad 17:24
Jer. 39:6Jer 21:7; 34:18-20
Jer. 39:7Eze 12:13
Jer. 39:8Isa 5:9; Jer 38:18
Jer. 39:82Mad 25:9-11; 2Mak 36:17, 19; Ne 1:3; Jer 52:13-15
Jer. 39:92Mad 25:20; Jer 40:1; 52:12
Jer. 39:102Mad 25:12; Jer 52:16
Jer. 39:12Jer 40:2, 4
Jer. 39:14Jer 38:28
Jer. 39:142Mad 25:22; Jer 40:5; 41:2
Jer. 39:142Mak 34:20, 21; Jer 26:24
Jer. 39:142Mad 22:8
Jer. 39:15Jer 32:2; 37:21
Jer. 39:16Jer 38:7
Jer. 39:18Jer 45:2, 5
Jer. 39:18Pis 37:39, 40; Jer 17:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 39:1-18

Jeremiya

39 Mugore rechi9 raMambo Zedhekiya weJudha, mumwedzi wechi10, Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi neuto rake rese vakasvika kuJerusarema, vakarikomba.+

2 Mugore rechi11 raZedhekiya, mumwedzi wechina, pazuva rechi9 remwedzi wacho, vakaputsa rusvingo rweguta racho.+ 3 Uye machinda ese amambo weBhabhironi, aiti, Nerigari-sharezeri muSamgari, Nebho-sasekimu muRabsarisi,* Nerigari-sharezeri muRabmagi,* nemamwe machinda ese amambo weBhabhironi akapinda, akagara paGedhi Repakati.+

4 Mambo Zedhekiya weJudha nevarwi vese pavakavaona, vakatiza+ vakabuda muguta usiku nenzira yekumunda wamambo, nepagedhi raiva pakati pemasvingo maviri, uye vakaramba vachienda nenzira yekuArabha.+ 5 Asi uto revaKadheya rakavadzingirira, uye vakabatira Zedhekiya murenje riri pedyo neJeriko.+ Vakamutora vakaenda naye kuna Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi kuRibra+ munyika yeHamati,+ uko kwaakamupa mutongo wake. 6 Mambo weBhabhironi akaita kuti vanakomana vaZedhekiya vaurayiwe kuRibra ikoko iye akatarisa, uye mambo weBhabhironi akaita kuti vakuru vakuru vese veJudha vaurayiwe.+ 7 Akabva apofumadza maziso aZedhekiya, achibva amusunga nezvisungo zvemumakumbo zvemhangura, kuti amuendese kuBhabhironi.+

8 VaKadheya vakabva vapisa imba yamambo* nedzimba dzevanhu,+ uye vakaputsa masvingo eJerusarema.+ 9 Nebhuzaradhani+ mukuru wevarindi akatapa vamwe vanhu vese vakanga vasara muguta, nevakanga vatizira kwaari, nevese vakanga vasara, akavaendesa kuBhabhironi.

10 Asi Nebhuzaradhani mukuru wevarindi akasiya vamwe vanhu vaiva varombo vekupedzisira munyika yeJudha, vaya vakanga vasina kana chinhu. Pazuva iroro akavapawo minda yemizambiringa neminda yembesa yekuti vashande mairi.*+

11 Zvino Mambo Nebhukadhinezari* weBhabhironi akapa Nebhuzaradhani mukuru wevarindi mirayiro iyi pamusoro paJeremiya: 12 “Mutore umuchengete; usamuitira zvakaipa uye mupe zvese zvaanokukumbira.”+

13 Saka Nebhuzaradhani mukuru wevarindi, Nebhushazibhani muRabsarisi,* Nerigari-sharezeri muRabmagi,* nevarume vakuru vese vamambo weBhabhironi vakatumira shoko, 14 vakaita kuti Jeremiya abudiswe muChivanze cheVarindi,+ vakamuisa mumaoko aGedhariya+ mwanakomana waAhikamu+ mwanakomana waShafani,+ kuti aunzwe kumba kwake. Saka akatanga kugara pakati pevanhu.

15 Jeremiya paakanga akavharirwa muChivanze cheVarindi,+ shoko raJehovha rakauya kwaari richiti: 16 “Enda unoudza Ebhedhi-mereki+ muItiopiya kuti, ‘Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Ndiri kuzadzisa mashoko angu pamusoro peguta rino ndichiunza dambudziko, kwete zvakanaka, uye pazuva iroro iwe uchazviona zvichiitika.”’

17 “‘Asi ndichakununura pazuva iroro,’ ndizvo zvinotaurwa naJehovha, ‘uye hauzoiswi mumaoko evarume vaunotya.’

18 “‘Nekuti chokwadi ndichakupukunyutsa, uye hauzourayiwi nebakatwa. Uchava neupenyu hwako* sechinhu chawapamba,*+ nekuti wakavimba neni,’+ ndizvo zvinotaurwa naJehovha.”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe