RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 43
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri mubhuku Jeremiya

      • Vanhu vanoramba kuteerera voenda kuIjipiti (1-7)

      • Shoko raJehovha kuna Jeremiya paaiva muIjipiti (8-13)

Jeremiya 43:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 41:16; 42:1-3

Jeremiya 43:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 36:4; 45:1
  • +Jer 38:4, 6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 19

Jeremiya 43:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 40:11, 12

Jeremiya 43:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 39:10
  • +2Mad 25:22
  • +2Mak 34:20, 21; Jer 26:24
  • +2Mad 22:8

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 19

Jeremiya 43:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 2:14, 16; 44:1; Eze 30:4, 18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2006, p. 19

Jeremiya 43:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nebhukadrezari.” Ichi ndechimwewo chiperengo chacho.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 25:9; 27:6; Eze 29:19, 20
  • +Dha 2:21; 5:18

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 161

Jeremiya 43:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 25:17, 19; 46:13; Eze 29:19; 30:4, 18
  • +Jer 44:13; Eze 5:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Jeremiya, p. 161

Jeremiya 43:12

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “temberi.”

  • *

    Kana kuti “asina kukuvadzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jer 46:25

Jeremiya 43:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “shongwe refu dzematombo.”

  • *

    Kana kuti “dzeImba (dzeTemberi) yeZuva,” kureva, Herioporisi.

  • *

    Kana kuti “temberi.”

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Jer. 43:2Jer 41:16; 42:1-3
Jer. 43:3Jer 36:4; 45:1
Jer. 43:3Jer 38:4, 6
Jer. 43:5Jer 40:11, 12
Jer. 43:6Jer 39:10
Jer. 43:62Mad 25:22
Jer. 43:62Mak 34:20, 21; Jer 26:24
Jer. 43:62Mad 22:8
Jer. 43:7Jer 2:14, 16; 44:1; Eze 30:4, 18
Jer. 43:10Jer 25:9; 27:6; Eze 29:19, 20
Jer. 43:10Dha 2:21; 5:18
Jer. 43:11Jer 25:17, 19; 46:13; Eze 29:19; 30:4, 18
Jer. 43:11Jer 44:13; Eze 5:12
Jer. 43:12Jer 46:25
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Jeremiya 43:1-13

Jeremiya

43 Jeremiya paakanga apedza kutaura nevanhu vese mashoko aya ese aJehovha Mwari wavo, mashoko ese zvawo aakanga atumwa naJehovha Mwari wavo kuti avaudze, 2 Azariya mwanakomana waHoshaya, naJohanani+ mwanakomana waKareya, nevarume vese vaizvikudza vakati kuna Jeremiya: “Zvauri kutaura ndezvekunyepa! Jehovha Mwari wedu haana kukutuma kuti uti, ‘Musaenda kuIjipiti kunogara ikoko.’ 3 Asi Bharuki+ mwanakomana waNeriya ndiye ari kukufurira kuti utaure zvisina kunaka kwatiri kuti tiiswe mumaoko evaKadheya, kuti vatiuraye kana kutitapa vachitiendesa kuBhabhironi.”+

4 Saka Johanani mwanakomana waKareya nevakuru vese vemauto nevanhu vese havana kuteerera shoko raJehovha rekuti varambe vari munyika yeJudha. 5 Pane kudaro, Johanani mwanakomana waKareya nevakuru vese vemauto vakatora vaJudha vese vakanga vasara, avo vakanga vadzoka kunogara munyika yeJudha vachibva kumarudzi ese kwavakanga vapararira.+ 6 Vakatora varume, madzimai, vana, vanasikana vamambo, nevanhu vese vakanga vasiyiwa naNebhuzaradhani+ mukuru wevarindi, vaina Gedhariya+ mwanakomana waAhikamu+ mwanakomana waShafani,+ uye vakatorawo muprofita Jeremiya naBharuki mwanakomana waNeriya. 7 Uye vakapinda munyika yeIjipiti, nekuti havana kuteerera inzwi raJehovha, uye vakatonosvika kuTapanhesi.+

8 Shoko raJehovha rakabva rauya kuna Jeremiya ari muTapanhesi, richiti: 9 “Tora matombo makuru neruoko rwako, uavige mumadhaka ari pamasitepisi ezvidhinha ari pamusuo weimba yaFarao iri muTapanhesi, varume vechiJudha vakatarisa. 10 Ubve wati kwavari, ‘Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Ndiri kushevedza Nebhukadhinezari* mambo weBhabhironi, mushumiri wangu,+ uye ndichaisa chigaro chake cheumambo pamusoro pematombo iwaya andaviga, uye achatambanudzira tende rake reumambo pamusoro pawo.+ 11 Uye achauya orwisa nyika yeIjipiti.+ Munhu wese akafanirwa nedenda rinouraya achafa nedenda rinouraya, munhu wese akafanirwa nekutapwa achatapwa, munhu wese akafanirwa nebakatwa achaurayiwa nebakatwa.+ 12 Ndichatungidza dzimba* dzavanamwari veIjipiti nemoto,+ uye iye achadzipisa, ovatapa. Achatora nyika yeIjipiti ozviputira nayo, sekuzviputira kunoita mufudzi nenguo yake, uye achabva ikoko murugare.* 13 Achaputsa-putsa mbiru* dzeBheti-shemeshi* munyika yeIjipiti, uye achapisa dzimba* dzavanamwari veIjipiti nemoto.”’”

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe