RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 91
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Kudzivirirwa munzvimbo yaMwari yakavanda

        • Kununurwa pamubati weshiri (3)

        • Kupotera pasi pemapapiro aMwari (4)

        • Kuchengeteka kunyange zviuru zvichiwa (7)

        • Ngirozi dzinorayirwa kuchengetedza (11)

Pisarema 91:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 27:5; 31:20; 32:7
  • +Pis 57:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2010, pp. 26-27

    1/15/2010, pp. 9-10

    7/15/2006, p. 13

    11/15/2001, p. 16

    4/15/1990, pp. 20-21

Pisarema 91:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:2; Zvi 18:10
  • +Zvi 3:5

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2010, pp. 9-10

    11/15/2001, p. 16

Pisarema 91:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2010, pp. 9-10

    10/1/2007, p. 26

    11/15/2001, p. 16

Pisarema 91:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Achakuvharidzira.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 19:4; Dhe 32:11; Rut 2:12
  • +Pis 57:3; 86:15
  • +Ge 15:1; Pis 84:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/1/2002, p. 12

    11/15/2001, p. 17

    6/15/2001, p. 26

    4/15/2000, p. 7

Pisarema 91:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 121:4, 6; Isa 60:2
  • +Pis 64:2, 3; Isa 54:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 17

Pisarema 91:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2010, p. 10

    11/15/2001, pp. 17-18

Pisarema 91:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Eks 12:13

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 18

Pisarema 91:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “kutsiviwa.”

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 18

Pisarema 91:9

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “nhare yako; nzvimbo yako yekupotera.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:3; 90:1

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 19

Pisarema 91:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Zvi 12:21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 19

Pisarema 91:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Mad 6:17; Pis 34:7; Mt 18:10
  • +Eks 23:20; VaH 1:7, 14

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2010, p. 10

    11/15/2001, p. 19

Pisarema 91:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 63:9
  • +Pis 37:24; Mt 4:6; Ru 4:10, 11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 19

Pisarema 91:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ru 10:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2011, pp. 26-27

    10/1/2007, p. 26

    11/15/2001, pp. 19-20

Pisarema 91:14

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Nekuti azvibatanidza neni.”

  • *

    Kana kuti “anobvuma.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:2
  • +Pis 9:10; Zvi 18:10

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 14

    Nharireyomurindi,

    2/15/2014, p. 17

    7/1/2010, p. 3

    11/15/2001, p. 20

Pisarema 91:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 10:13; VaH 5:7
  • +Pis 138:7; Isa 43:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 20

Pisarema 91:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “aone kuponesa kwandinoita.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 21:1, 4; Zvi 3:1, 2
  • +Isa 45:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    11/15/2001, p. 20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 91:1Pis 27:5; 31:20; 32:7
Pis. 91:1Pis 57:1
Pis. 91:2Pis 18:2; Zvi 18:10
Pis. 91:2Zvi 3:5
Pis. 91:4Eks 19:4; Dhe 32:11; Rut 2:12
Pis. 91:4Pis 57:3; 86:15
Pis. 91:4Ge 15:1; Pis 84:11
Pis. 91:5Pis 121:4, 6; Isa 60:2
Pis. 91:5Pis 64:2, 3; Isa 54:17
Pis. 91:7Eks 12:13
Pis. 91:9Pis 71:3; 90:1
Pis. 91:10Zvi 12:21
Pis. 91:112Mad 6:17; Pis 34:7; Mt 18:10
Pis. 91:11Eks 23:20; VaH 1:7, 14
Pis. 91:12Isa 63:9
Pis. 91:12Pis 37:24; Mt 4:6; Ru 4:10, 11
Pis. 91:13Ru 10:19
Pis. 91:14Pis 18:2
Pis. 91:14Pis 9:10; Zvi 18:10
Pis. 91:15VaR 10:13; VaH 5:7
Pis. 91:15Pis 138:7; Isa 43:2
Pis. 91:16Pis 21:1, 4; Zvi 3:1, 2
Pis. 91:16Isa 45:17
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 91:1-16

Mapisarema

91 Wese anogara munzvimbo yakavanda yeWekumusorosoro+

Achagara pasi pemumvuri weWemasimbaose.+

 2 Ndichati kuna Jehovha: “Ndimi nzvimbo yangu yekupotera nenhare yangu,+

Mwari wangu wandinovimba naye.”+

 3 Nekuti achakununura pachiteyeso chemubati weshiri,

Padenda rinoparadza.

 4 Achakufukidza* nemapapiro ake,

Uye uchapotera pasi pemapapiro ake.+

Kutendeka kwake+ kuchava nhoo huru+ uye rusvingo runodzivirira.

 5 Hauzotyi zvinhu zvinotyisa usiku,+

Kana museve unobhururuka masikati,+

 6 Kana denda rinonyangira murima,

Kana kuparadza kunouya masikati.

 7 Vane chiuru vachawa kurutivi rwako

Uye vane zviuru gumi vachawa kuruoko rwako rwerudyi,

Asi hapana zvichaitika kwauri.+

 8 Uchangoita zvekutarisa nemaziso,

Uchiona kurangwa* kwevakaipa.

 9 Nekuti wakati: “Jehovha ndiye nzvimbo yangu yekupotera,”

Wakaita kuti Wekumusorosoro ave nzvimbo yako yekugara;*+

10 Hapana dambudziko richakuwira,+

Uye hapana kana denda richasvika pedyo netende rako.

11 Nekuti acharayira ngirozi dzake+ pamusoro pako,

Kuti dzikurinde munzira dzako dzese.+

12 Dzichakutakura mumaoko adzo,+

Kuti tsoka yako irege kugumburwa nedombo.+

13 Uchatsika shumba yakasimba uye mhungu;

Uchatsika-tsika shumba yava nezenze uye nyoka huru.+

14 Mwari akati: “Nekuti anondida,* ndichamununura.+

Ndichamudzivirira nekuti anoziva* zita rangu.+

15 Achandishevedza, uye ndichamupindura.+

Ndichava naye pakutambudzika.+

Ndichamununura ndomukudza.

16 Ndichamugutsa neupenyu hurefu,+

Uye ndichaita kuti aone mabasa angu ekuponesa.”*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe