RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Genesisi 13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raGenesisi

      • Abramu anodzokera kuKenani (1-4)

      • Abramu anoparadzana naRoti (5-13)

      • Mwari anodzokorora zvaakavimbisa Abramu (14-18)

Genesisi 13:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:9; 20:1

Genesisi 13:2

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 24:34, 35

Genesisi 13:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:8, 9; Jos 7:2

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yeveruzhinji),

    nha. 5 2017, p. 12

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, pp. 21-22

Genesisi 13:4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, pp. 21-22

Genesisi 13:6

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 22

Genesisi 13:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 10:19

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 22

Genesisi 13:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 11:27

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2016, pp. 5-6

    Nharireyomurindi,

    1/15/2004, p. 27

    8/15/2001, pp. 26-27

    8/15/2000, p. 24

Genesisi 13:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi (Yekudzidza),

    5/2016, pp. 5-6

    Nharireyomurindi,

    5/15/2004, p. 27

    1/15/2004, p. 27

    8/15/2001, pp. 22-23, 26-27

    “Rugwaro Rwose,” p. 15

Genesisi 13:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:28
  • +Ge 2:8, 9
  • +Ge 19:20-22

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 22

Genesisi 13:11

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 22

    11/15/1992, pp. 13-14

Genesisi 13:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 19:28, 29

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 22

    11/15/1992, pp. 13-14

Genesisi 13:13

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:20; 19:5; 2Pe 2:6-8; Jud 7

Genesisi 13:15

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:7; 15:18; 24:7; Eks 33:1

Genesisi 13:16

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

  • *

    ChiHeb., “mbeu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 12:2; 15:1, 5; Eks 1:7; VaH 11:12

Genesisi 13:17

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    10/15/2004, pp. 13-14

    8/15/2001, p. 23

Genesisi 13:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Ge 18:1; 23:19; 25:9, 10; 35:27
  • +Ge 23:2
  • +Ge 12:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2001, p. 23

    7/1/1989, p. 20

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Gen. 13:1Ge 12:9; 20:1
Gen. 13:2Ge 24:34, 35
Gen. 13:3Ge 12:8, 9; Jos 7:2
Gen. 13:7Ge 10:19
Gen. 13:8Ge 11:27
Gen. 13:10Ge 19:28
Gen. 13:10Ge 2:8, 9
Gen. 13:10Ge 19:20-22
Gen. 13:12Ge 19:28, 29
Gen. 13:13Ge 18:20; 19:5; 2Pe 2:6-8; Jud 7
Gen. 13:15Ge 12:7; 15:18; 24:7; Eks 33:1
Gen. 13:16Ge 12:2; 15:1, 5; Eks 1:7; VaH 11:12
Gen. 13:18Ge 18:1; 23:19; 25:9, 10; 35:27
Gen. 13:18Ge 23:2
Gen. 13:18Ge 12:7
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Genesisi 13:1-18

Genesisi

13 Abramu akabva abuda muIjipiti ndokuenda kuNegebhu+ nemudzimai wake nezvese zvaaiva nazvo, pamwe naRoti. 2 Abramu akanga akapfuma zvikuru aine zvipfuwo, sirivha, negoridhe.+ 3 Akabva muNegebhu ndokunanga kuBheteri achitamisa-tamisa musasa ari munzira kusvikira asvika kunzvimbo yaimbova netende rake pakati peBheteri neAi,+ 4 paya paakanga ambovakira atari. Abramu akadana zita raJehovha ipapo.

5 Roti, uyo akanga achifamba pamwe chete naAbramu, aivawo nemakwai, mombe, nematende. 6 Saka nzvimbo yacho yakanga isisakwane kuti vagare pamwe chete; zvinhu zvavo zvakanga zvawandisa zvekuti vakanga vasisakwanisi kugara pamwe chete. 7 Izvi zvakaita kuti vafudzi vezvipfuwo zvaAbramu nevafudzi vezvipfuwo zvaRoti vapopotedzane. (Panguva iyoyo vaKenani nevaPerizi vaigara munyika yacho.)+ 8 Saka Abramu akati kuna Roti:+ “Ndapota zvangu, ngatiregei kupopotedzana uye vafudzi vedu ngavarege kupopotedzana, nekuti tiri hama nehama. 9 Handiti nyika yese iri pamberi pako? Ngatiparadzanei zvedu. Kana ukaenda kuruboshwe, ini ndichaenda kurudyi; asi kana ukaenda kurudyi, ini ndichaenda kuruboshwe.” 10 Saka Roti akatarisa, akaona kuti dunhu rese raJodhani+ raiva nzvimbo ine mvura (Jehovha asati aparadza Sodhomu neGomora), semunda waJehovha,+ senyika yeIjipiti, kusvikira kuZoari.+ 11 Roti akabva asarudza dunhu rese raJodhani, ndokutamisira musasa wake kumabvazuva. Saka vakaparadzana. 12 Abramu akagara munyika yeKenani, asi Roti akagara pakati pemaguta edunhu racho.+ Akazodzika tende rake pedyo neSodhomu. 13 Zvino varume veSodhomu vakanga vakaipa, vachitadzira Jehovha zvikuru.+

14 Jehovha akati kuna Abramu pashure pekuparadzana kwake naRoti: “Ndinokumbira kuti usimudze musoro, utarise uri pauri, kuchamhembe nekumaodzanyemba, uye kumabvazuva nekumavirira, 15 nekuti nyika yese yauri kuona, ndichakupa nemwana* wako kuti ive yako zvachose.+ 16 Uye ndichaita kuti vana* vako vave seguruva renyika, zvekuti kana paine munhu anogona kuverenga guruva renyika, vana* vako vanogona kuverengwawo.+ 17 Simuka, ufambe nenyika yacho uchiona kureba nekufara kwayo, nekuti ndichakupa nyika yacho.” 18 Saka Abramu akaramba achigara mumatende. Akazonogara pedyo nemiti mikuru yeMamre,+ iri muHebroni,+ uye akavakira Jehovha atari ipapo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe