RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 71
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Chivimbo chevakwegura

        • Kuvimba naMwari kubvira paudiki (5)

        • “Kana simba rangu rapera” (9)

        • ‘Mwari akandidzidzisa kubvira ndichiri mudiki’ (17)

Pisarema 71:1

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:2; 31:1-3; Isa 45:17; Jer 17:18

Pisarema 71:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Kotamai mundinzwewo.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:15

Pisarema 71:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 22:2, 3; Pis 18:2; 144:2

Pisarema 71:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 17:8, 9; 59:1; 140:4; Mt 6:13

Pisarema 71:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:45; Jer 17:7

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    9/1/1999, p. 18

Pisarema 71:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:9, 10; 139:16; Isa 46:3

Pisarema 71:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 51:15; VaH 13:15

Pisarema 71:9

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 92:14
  • +Pis 73:26; Mup 12:3

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    3/15/2014, pp. 20-21

    Mukai!,

    10/8/2004, p. 17

Pisarema 71:10

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “kutsvaga mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:1, 2

Pisarema 71:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 3:2; 42:10; Mt 27:42, 43

Pisarema 71:12

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:11; 35:22; 38:21, 22

Pisarema 71:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nemweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 17:23
  • +Pis 109:29

Pisarema 71:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 35:28; 40:9
  • +Pis 40:5

Pisarema 71:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:5
  • +2Sa 22:1; 1Mak 16:4; Pis 9:1

Pisarema 71:18

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “nezveruoko rwenyu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 37:25; 71:9
  • +Eks 13:8; 1Mak 29:10, 11; Pis 78:2-4

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    1/15/2014, p. 23

    6/1/2007, pp. 29-30

    5/15/1997, pp. 19-20

Pisarema 71:19

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 36:6
  • +Eks 15:11; Pis 86:8; 89:6; Jer 10:7

Pisarema 71:20

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “mumvura yakadzika yenyika.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 12:10, 11
  • +Pis 40:2; 86:13

Pisarema 71:22

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Ndichakuridzirai rudimbwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 25:10; 108:4; 146:6

Pisarema 71:23

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “makadzikinura mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 63:5; 104:33
  • +2Sa 4:9; Pis 103:4

Pisarema 71:24

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “ruchifungisisa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 71:8
  • +Pis 71:13

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 71:1Pis 25:2; 31:1-3; Isa 45:17; Jer 17:18
Pis. 71:2Pis 34:15
Pis. 71:32Sa 22:2, 3; Pis 18:2; 144:2
Pis. 71:4Pis 17:8, 9; 59:1; 140:4; Mt 6:13
Pis. 71:51Sa 17:45; Jer 17:7
Pis. 71:6Pis 22:9, 10; 139:16; Isa 46:3
Pis. 71:8Pis 51:15; VaH 13:15
Pis. 71:9Pis 92:14
Pis. 71:9Pis 73:26; Mup 12:3
Pis. 71:102Sa 17:1, 2
Pis. 71:11Pis 3:2; 42:10; Mt 27:42, 43
Pis. 71:12Pis 22:11; 35:22; 38:21, 22
Pis. 71:132Sa 17:23
Pis. 71:13Pis 109:29
Pis. 71:15Pis 35:28; 40:9
Pis. 71:15Pis 40:5
Pis. 71:17Pis 71:5
Pis. 71:172Sa 22:1; 1Mak 16:4; Pis 9:1
Pis. 71:18Pis 37:25; 71:9
Pis. 71:18Eks 13:8; 1Mak 29:10, 11; Pis 78:2-4
Pis. 71:19Pis 36:6
Pis. 71:19Eks 15:11; Pis 86:8; 89:6; Jer 10:7
Pis. 71:202Sa 12:10, 11
Pis. 71:20Pis 40:2; 86:13
Pis. 71:22Pis 25:10; 108:4; 146:6
Pis. 71:23Pis 63:5; 104:33
Pis. 71:232Sa 4:9; Pis 103:4
Pis. 71:24Pis 71:8
Pis. 71:24Pis 71:13
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
  • 20
  • 21
  • 22
  • 23
  • 24
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 71:1-24

Mapisarema

71 Haiwa Jehovha, ndakapotera kwamuri.

Ngandirege kumbonyadziswa.+

 2 Ndiponesei mukururama kwenyu mundinunure.

Rerekerai nzeve yenyu kwandiri* mundiponese.+

 3 Ivai nhare yangu yematombo

Mandinogara ndichipinda.

Rayirai kuti ndiponeswe,

Nekuti muri ibwe rangu nenhare yangu.+

 4 Mwari wangu, ndinunureiwo paruoko rwemunhu akaipa,+

Paruoko rwemudzvinyiriri asingatongi zvakarurama.

 5 Nekuti muri tariro yangu, haiwa Changamire Ishe Jehovha;

Ndagara ndichivimba nemi kubvira ndichiri mudiki.+

 6 Ndaivimba nemi kubvira ndichizvarwa;

Ndimi makandibudisa mudumbu raamai vangu.+

Ndinoramba ndichikurumbidzai.

 7 Ndaita sechishamiso kuvanhu vazhinji,

Asi imi muri nzvimbo yangu yekupotera yakasimba.

 8 Muromo wangu uzere nekukurumbidzai;+

Ndinoswera ndichitaura nezvekubwinya kwenyu.

 9 Musandirasa pandinenge ndakwegura;+

Musandisiya kana simba rangu rapera.+

10 Vavengi vangu vanotaura zvakaipa nezvangu,

Uye vaya vari kutsvaga kupfuudza upenyu hwangu* vanorangana+

11 Vachiti: “Mwari akamusiya.

Mudzingirirei mumubate, nekuti hapana achamuponesa.”+

12 Haiwa Mwari, musaramba muri kure neni.

Haiwa Mwari wangu, kurumidzai kuzondibatsira.+

13 Vaya vari kupikisana neni*

Ngavanyadziswe, vaparare.+

Vaya vari kutsvaga kundipinza mudambudziko

Ngavafukidzwe nekuzvidzwa uye kunyadziswa.+

14 Asi kana ndiri ini ndicharamba ndakamirira;

Ndichawedzera kukurumbidzai.

15 Muromo wangu ucharondedzera kururama kwenyu,+

Uchaswera uchirondedzera mabasa enyu ekuponesa,

Kunyange zvazvo akawanda chaizvo zvekuti handikwanisi kuaverenga.+

16 Ndichauya ndozotaura nezvemabasa enyu esimba,

Haiwa Changamire Ishe Jehovha;

Ndichataura nezvekururama kwenyu, kwenyu imi mega.

17 Haiwa Mwari, makandidzidzisa kubvira ndichiri mudiki,+

Uye nanhasi ndichiri kuzivisa mabasa enyu anoshamisa.+

18 Kunyange ndakwegura uye ndachena musoro, haiwa Mwari, musandisiya.+

Regai ndiudze chizvarwa chinotevera nezvesimba renyu*

Uye vese vachauya nezveukuru hwenyu.+

19 Kururama kwenyu haiwa Mwari kunosvika kumusoro;+

Makaita zvinhu zvikuru;

Haiwa Mwari, ndiani akaita semi?+

20 Kunyange zvazvo makaita kuti ndisangane nematambudziko akawanda nenhamo,+

Ndimutsidzirei zvakare;

Ndibudisei pasi pasi penyika.*+

21 Wedzeraiwo ukuru hwangu

Uye ndikomberedzei mundinyaradze.

22 Ndichabva ndakurumbidzai nechiridzwa chine tambo

Nekuda kwekutendeka kwenyu haiwa Mwari wangu.+

Ndichaimba ndichikurumbidzai nerudimbwa,*

Haiwa imi Mutsvene waIsraeri.

23 Miromo yangu ichashevedzera nemufaro ndichiimba ndichikurumbidzai,+

Nekuti makandiponesa.*+

24 Rurimi rwangu ruchaswera ruchitaura* nezvekururama kwenyu,+

Nekuti vaya vari kutsvaga kundiparadza vachashaya pekupinda uye vachanyadziswa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe