RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 116
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku raMapisarema

      • Rwiyo rwekutenda

        • “Ndicharipa Jehovha nechii?” (12)

        • “Ndichatora kapu yeruponeso” (13)

        • “Ndicharipa mhiko dzangu kuna Jehovha” (14, 18)

        • Rufu rwevanhu vakavimbika inyaya inokosha (15)

Pisarema 116:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Dzimwe shanduro dzinoti, “Ndinoda nekuti Jehovha anonzwa.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 18:6

Pisarema 116:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “anokotama kuti andinzwe.”

  • *

    ChiHeb., “mumazuva angu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:15

Pisarema 116:3

Mashoko Emuzasi

  • *

    ChiHeb., “Matambudziko eSheori akandiwana.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Isa 38:10
  • +Pis 18:4; 38:6

Pisarema 116:4

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nunurai mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 34:6; VaR 10:13

Pisarema 116:5

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “nyasha.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 32:4
  • +Eks 34:6; Ne 9:17; Dha 9:9

Pisarema 116:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 19:7

Pisarema 116:7

Mashoko Emuzasi

  • *

    Ona Tsanangudzo Yemashoko.

Pisarema 116:8

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Makanunura mweya wangu.”

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 56:13; 94:18

Pisarema 116:10

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2VaK 4:13

Pisarema 116:11

Magwaro Ari Kumucheto

  • +VaR 3:4

Pisarema 116:12

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2009, pp. 29-30

    12/1/1998, p. 24

Pisarema 116:13

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “yeruponeso rukuru.”

Pisarema 116:14

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:25; Jon 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    7/15/2009, pp. 29-30

Pisarema 116:15

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 25:29; Job 1:12; Pis 91:14; Zek 2:8; 2Pe 2:9

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    8/15/2012, p. 30

    5/15/2012, p. 22

    9/1/2006, p. 14

Pisarema 116:16

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 107:14

Pisarema 116:17

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Re 7:12; Pis 50:23

Pisarema 116:18

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 22:25; 76:11
  • +Pis 116:14

Pisarema 116:19

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kana kuti “Hareruya!” “Ya” kana kuti “Jah” kupfupikiswa kwezita rekuti Jehovha.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Pis 96:8
  • +Zva 19:1

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

Pis. 116:1Pis 18:6
Pis. 116:2Pis 34:15
Pis. 116:3Isa 38:10
Pis. 116:3Pis 18:4; 38:6
Pis. 116:4Pis 34:6; VaR 10:13
Pis. 116:5Dhe 32:4
Pis. 116:5Eks 34:6; Ne 9:17; Dha 9:9
Pis. 116:6Pis 19:7
Pis. 116:8Pis 56:13; 94:18
Pis. 116:102VaK 4:13
Pis. 116:11VaR 3:4
Pis. 116:14Pis 22:25; Jon 2:9
Pis. 116:151Sa 25:29; Job 1:12; Pis 91:14; Zek 2:8; 2Pe 2:9
Pis. 116:16Pis 107:14
Pis. 116:17Re 7:12; Pis 50:23
Pis. 116:18Pis 22:25; 76:11
Pis. 116:18Pis 116:14
Pis. 116:19Pis 96:8
Pis. 116:19Zva 19:1
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
  • 9
  • 10
  • 11
  • 12
  • 13
  • 14
  • 15
  • 16
  • 17
  • 18
  • 19
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
Pisarema 116:1-19

Mapisarema

116 Ndinoda Jehovha

Nekuti anonzwa* inzwi rangu, pandinochemera kubatsirwa.+

 2 Nekuti anorerekera nzeve yake kwandiri,*+

Uye ndichadana kwaari chero bedzi ndiri mupenyu.*

 3 Tambo dzerufu dzakandikomba;

Guva rakandibata.*+

Ndakakurirwa nematambudziko nekusuruvara.+

 4 Asi ndakadana zita raJehovha ndichiti:+

“Haiwa Jehovha, ndinunureiwo!”*

 5 Jehovha ane tsitsi* uye akarurama;+

Mwari wedu ane ngoni.+

 6 Jehovha anochengetedza munhu asina ruzivo.+

Ndakanga ndaderedzwa uye akandiponesa.

 7 Mweya* wangu ngauzorore zvakare,

Nekuti Jehovha akandibata zvakanaka.

 8 Makandinunura* parufu,

Makanunura ziso rangu pamisodzi, tsoka yangu pakugumburwa.+

 9 Ndichafamba pamberi paJehovha munyika yevapenyu.

10 Ndakanga ndiine kutenda, saka ndakataura;+

Ndaitambudzika kwazvo.

11 Kana ndiri ini, ndakarohwa nehana ndikati:

“Munhu wese murevi wenhema.”+

12 Ndicharipa Jehovha nechii

Nekuda kwezvinhu zvese zvakanaka zvaakandiitira?

13 Ndichatora kapu yeruponeso,*

Uye ndichadana zita raJehovha.

14 Ndicharipa mhiko dzangu kuna Jehovha

Pamberi pevanhu vake vese.+

15 Nyaya inokosha kuna Jehovha

Rufu rwevanhu vake vakavimbika.+

16 Ndinokukumbiraiwo Jehovha,

Nekuti ndiri mushumiri wenyu.

Ndiri mushumiri wenyu, mwanakomana wemurandasikana wenyu.

Makandisunungura pazvisungo zvangu.+

17 Ndichakupai chibayiro chekuonga;+

Ndichadana zita raJehovha.

18 Ndicharipa mhiko dzangu kuna Jehovha+

Pamberi pevanhu vake vese,+

19 Muzvivanze zveimba yaJehovha,+

Pakati pako, haiwa Jerusarema.

Rumbidzai Jah!*+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe