RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Makoronike 20
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

Zviri Mubhuku ra1 Makoronike

      • Guta reRabha rinotorwa (1-3)

      • Mazirume ekuvaFiristiya anourayiwa (4-8)

1 Makoronike 20:1

Mashoko Emuzasi

  • *

    Kureva, mumasutso.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mak 11:6
  • +Dhe 3:11
  • +2Sa 11:1
  • +2Sa 12:26

1 Makoronike 20:2

Mashoko Emuzasi

  • *

    Marikamu chinogona kunge chaiva chidhori chainamatwa nevaAmoni.

  • *

    Tarenda rainge rakaenzana nemakirogiramu 34,2. Ona Mashoko Ekuwedzera B14.

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 8:11, 12; 12:30, 31

1 Makoronike 20:3

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Mad 9:20, 21

Indekisi

  • Bhuku Rinobatsira Pakutsvakurudza

    Nharireyomurindi,

    2/15/2005, p. 27

1 Makoronike 20:4

Magwaro Ari Kumucheto

  • +2Sa 21:18; 1Mak 11:26, 29
  • +Dhe 3:13

1 Makoronike 20:5

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:4, 7; 21:9
  • +2Sa 21:19; 1Mak 11:23, 24

1 Makoronike 20:6

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Jos 11:22; 1Sa 7:14
  • +Nu 13:33; Dhe 2:10; 3:11
  • +2Sa 21:16, 20-22

1 Makoronike 20:7

Magwaro Ari Kumucheto

  • +1Sa 17:10; 2Mad 19:22
  • +1Mak 2:13

1 Makoronike 20:8

Magwaro Ari Kumucheto

  • +Dhe 2:11
  • +1Sa 17:4

Dzimwe Shanduro

Baya pane nhamba yevhesi kuti uone mamwe mavhesi anotaura zvakafanana.

Mamwe mavhesi

1 Mak. 20:11Mak 11:6
1 Mak. 20:1Dhe 3:11
1 Mak. 20:12Sa 11:1
1 Mak. 20:12Sa 12:26
1 Mak. 20:22Sa 8:11, 12; 12:30, 31
1 Mak. 20:31Mad 9:20, 21
1 Mak. 20:42Sa 21:18; 1Mak 11:26, 29
1 Mak. 20:4Dhe 3:13
1 Mak. 20:51Sa 17:4, 7; 21:9
1 Mak. 20:52Sa 21:19; 1Mak 11:23, 24
1 Mak. 20:6Jos 11:22; 1Sa 7:14
1 Mak. 20:6Nu 13:33; Dhe 2:10; 3:11
1 Mak. 20:62Sa 21:16, 20-22
1 Mak. 20:71Sa 17:10; 2Mad 19:22
1 Mak. 20:71Mak 2:13
1 Mak. 20:8Dhe 2:11
1 Mak. 20:81Sa 17:4
  • Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Verenga muShanduro yeNyika Itsva
  • 1
  • 2
  • 3
  • 4
  • 5
  • 6
  • 7
  • 8
Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
1 Makoronike 20:1-8

Bhuku Rekutanga reMakoronike

20 Pakutanga kwegore,* panguva yaienda madzimambo kunorwa, Joabhi+ akatungamirira uto kunorwa uye akaparadza nyika yevaAmoni; akaenda kunokomba Rabha,+ Dhavhidhi akasara ari muJerusarema.+ Joabhi akarwisa Rabha akaiparadza.+ 2 Dhavhidhi akabva abvisa korona yaiva mumusoro maMarikamu,* akaona kuti yairema tarenda* rimwe chete regoridhe, uye yaiva nematombo anokosha. Korona yacho yakaiswa mumusoro maDhavhidhi. Akapambawo zvinhu zvakawanda chaizvo muguta racho.+ 3 Akabudisa vanhu vaiva mariri, akaita kuti vaite basa+ rekucheka matombo nerimwe basa ravaiita nemidziyo yesimbi yakapinza nematemo. Ndizvo zvakaitwa naDhavhidhi kumaguta ese evaAmoni. Dhavhidhi akabva azodzokera kuJerusarema nemauto ese.

4 Pashure peizvi, hondo yakamuka nevaFiristiya kuGezeri. Panguva iyoyo, Sibhekai+ muHusha akauraya Sipai wekuvaRefaimu,+ uye vakakundwa.

5 Hondo yakamukazve nevaFiristiya, uye Erihanani mwanakomana waJairi akauraya Rami, hama yemuGati ainzi Goriyati.+ Pfumo raRami raiva nemubato wakanga wakaita sedanda revanogadzira machira.+

6 Hondo yakatangazve kuGati,+ uko kwaiva nerimwe zirume rainge rakanyanyisa kukura,+ raiva nemaoko ane zvigunwe 6 paruoko rumwe nerumwe, nezvigunwe 6 patsoka imwe neimwe, zvese pamwe chete zviri 24; uye nairowo raiva rekuvaRefaimu.+ 7 Rakaramba richishora+ Israeri. Saka Jonatani mwanakomana waShimea,+ mukoma waDhavhidhi, akariuraya.

8 Ava ndivo vaiva vanhu vekuvaRefaimu+ vekuGati,+ uye vakaurayiwa naDhavhidhi nevanhu vake.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe